Murume
Alick Macheso
12:48Tafadzwa nyararaa unyararise Denga rinoziva iro [denga rinozivawo], Chiedza nyararaa unyararise Mwari vanozivawo [Mwari vanoziva iwe]. Vangaite zvavanoda urambe wakanyarara chero uchiona uchiziva denga rine nyashawo, (rinenyasha kuziva tiri vana varo), Vangaite zvavanoda urambe wakanyarara chero uchiona uchiziva denga rinenyashawo Taridza hushingi mukurarama kwako uenderere mberi nehupenyu hwako kusvika wasvikawo (uenderere mberiwo uuuunoguma wasvika) Zvakaitwa ndizvozvo hakuna zvichaitika zve chasara izuva rake sezvaiitira vamwe (izuva rakeeee)