Charakupa
Alick Macheso
10:06Handibvi pano chero zvodini vamwene vangu Murume wangu nehama dzose vachindida ava Mhaka yangu ini nemi handiizive Muchazoguma maidura nerimwe zuva imi Handibvi pano chero zvodini vamwene vangu Murume wangu nehama dzose vachindida ava Mhaka yangu ini nemi handiizive Muchazoguma maidura nerimwe zuva imi Ndakambobvunza vatete amai Jona Kuti, "Mai vanondidarireiko ini?" Zvikanzi, "Iwe muroora wotoshinga Tsunga moyo zvinowanikwa muhupenyu umu" Ndakambobvunza vatete amai Jona Kuti, "Mai vanondidarireiko ini?" Zvikanzi, "Iwe muroora wotoshinga Tsunga moyo zvinowanikwa muhupenyu umu" Rakazosvika zuva rekunzwa chokwadi cheruvengo "Mwana wangu zvaainditira kare hapachina Hazvisirizvo zvaavekuita makore ano Kuda ndiwe wavekumudziva dziva" Rakazosvika zuva rekunzwa chokwadi cheruvengo "Mwana wangu zvaainditira kare hapachina Hazvisirizvo zvaavekuita makore ano Kuda ndiwe wavekumudziva dziva" Rera vana Shedi iwe iwe Rera vana Shedia Rera vana Shedi iwe iwe Rera vana Shedia Chengeta vana Shedi iwe iwe Chengeta vana Shedia Chengeta vana Shedi iwe iwe Chengeta vana Shedia Vaka imba Shedi iwe iwe Vaka imba Shedia Vaka imba Shedi iwe iwe Vaka imba Shedia Gara mushe Shedi muroora Gara mushe Shedia Gara mushe Shedi muroora Gara mushe Shedia Vamwene havarondwe Vamwene havarondwe Ende moyo wekubereka Uye moyo wekubereka Hachidzorwe, chitema hachidzorwee Hachidzorwe, chitema hachidzorwee Hachidzorwe, chitema hachidzorwee