Ndouya Nei
Blessing Shumba
4:21Chimwe nechimwe, chine nguva yacho Hii pasi pezuva chine nguva yacho Chinhu chimwe nechimwe hama, chine nguva yacho Hii pasi pezuva chine nhambo yacho, hoo, ahiye Chimwe nechimwe, chine nguva yacho Hii pasi pezuva chine nhambo yacho Chinhu chimwe nechimwe, chine nguva yacho Hii pasi pezuva chine nhambo yacho Kune nguva yekuberekwa, nguva yekusima, nguva yokuvaka Ndiyo nguva yacho Kune nguva yekuberekwa, nguva yekusima, nguva yokuvaka Ndiyo nguva yacho Kune nguva yokupembera, nguva yorugare, nguva yokuseka Ndiyo nguva yacho Kune nguva yokupembera, nguva yorugare, nguva yokuseka Ndiyo nguva yacho, hoo, ahiye Ndinoziva baba, zvino ndava kuziva tenzi Ndinoziva baba, ndinoziva tenzi Ndinoziva, hameni ndinoziva baba Kuti Mwari munoita kuda kwenyu Vari kuchema nhasi, ava vakasuwa kwazvo Vari kuchema nhasi, hama dzakasuwa kwazvo Nguva ichasvika, yokufara zvavo Vachafara, uye vachazofarisa Vari kuchema nhasi, ava vakasuwa kwazvo Vari kuchema nhasi, ava vakasuwa kwazvo Nguva ichasvika, yokufara zvavo Tichafara, ende tichazofarisa Chimwe nechimwe, chine nguva yacho Hii pasi pezuva chine nhambo yacho Chinhu chimwe nechimwe, chine nguva yacho Huu pasi pezuva chine nguva yacho, hoo, ahiye Ndinoziva baba, zvino ndava kuziva tenzi Ndinoziva baba, ndinoziva tenzi Ndinoziva, hameni ndinoziva baba Kuti Mwari munoita kuda kwenyu Vari kuchema nhasi, ava vakasuwa kwazvo Vari kuchema nhasi, hama dzakasuwa kwazvo Nguva ichasvika, yokufara zvavo Vachafara, uye vachazofarisa Vari kuchema nhasi, hama dzakasuwa kwazvo Vari kuchema nhasi, ava vakasuwa kwazvo Nguva ichasvika, yokufara zvavo Tichafara, ende tichazofarisa Chimwe nechimwe, chine nguva yacho Hii pasi pezuva chine nhambo yacho Chinhu chimwe nechimwe, chine nguva yacho Huu pasi pezuva chine nguva yacho, hoo, ahiye