Notice: file_put_contents(): Write of 627 bytes failed with errno=28 No space left on device in /www/wwwroot/muzbon.net/system/url_helper.php on line 265
Blessing Shumba - Mufaro | Скачать MP3 бесплатно
Mufaro

Mufaro

Blessing Shumba

Альбом: Ndi Mwari
Длительность: 4:54
Год: 2011
Скачать MP3

Текст песни

Tinofamba nevhangeri (Famba)
Tinofamba nevhangeri (Famba)
Ooh tinofamba nevhangeri
Tinofamba nevhangeri

Tinofamba nevhangeri (Famba)
Tinofamba nevhangeri (Famba)
(Tinofamba nevhangeri)
Famba nevhangeri
(Tinofamba nevhangeri)

Maporofita mapositori (Famba)
Maporofita mapositori (Famba)
Handei naro (Tinofamba nevhangeri)
Famba nevhangeri (Tinofamba nevhangeri)

Maporofita mapositori (Famba)
Hona maporofita mapositori (Famba)
Handei naro (Tinofamba nevhangeri)
Famba nevhangeri (Tinofamba nevhangeri)

Mukandituma Ishe ndinoenda (Famba)
Hona mukandituma Ishe ndinoenda (Famba)
Ndoenda naro (Tinofamba nevhangeri)
Ndoenda naro (Tinofamba nevhangeri)

Mukandituma Ishe ndinoenda (Famba)
Hona mukandituma Ishe ndinoenda (Famba)
Ndoenda naro (Tinofamba nevhangeri)
(Tinofamba nevhangeri)
Famba nevhangeri (Tinofamba nevhangeri)
Famba nevhangeri (Tinofamba nevhangeri)
Famba nevhangeri (Tinofamba nevhangeri)
Famba nevhangeri (Tinofamba nevhangeri)

Hakuna kuchema
Muimba yaMwari
Hamuna hurwere
Muimba yaIshe
Hamuna kurwara iwewe
Haa muimba yaMwari
YaMwari

Mufaro (Mufaro mufaro)
Mufaro (Mufaro urimandiri)
Mufaro (Mufaro mufaro)
Mufaro (Mufaro urimandiri)

Hatimbochema isusu
Mwari vanotichengetawo
Hatimbosuwa isusu
Mwari vanotichengetawo
Hatimborwara hatimbochema hatimbosuwa isu

Jeso mufaro wanguwe mufaro wanguwe mufaro
Wanguwe (Mufaro mufaro mufaro urimandiri)
Jeso mufaro wanguwe mufaro wanguwe mufaro
Wanguwe (Mufaro mufaro mufaro urimandiri)

Handimbochema inini
Mwari vachatichengeta
Handimbosuwa inini
Mwari vachatichengetawo
Hatichambosuwa hatichambochema hatichamborwara isusu

Jeso mufaro wanguwe mufaro wanguwe mufaro
Wanguwe (Mufaro mufaro mufaro urimandiri)
Jeso mufaro wanguwe mufaro wanguwe mufaro
Wanguwe (Mufaro mufaro mufaro urimandiri)

Hatimbosuwa hatimbochema hatimborwara isu

Jeso mufaro mufaro (Mufaro mufaro mufaro urimandiri)
Jeso mufaro wanguwe mufaro wanguwe mufaro
Wanguwe (Mufaro mufaro mufaro urimandiri)

Jeso mufaro wanguwe mufaro wanguwe (Mufaro mufaro mufaro urimandiri)
Jeso Jeso mufaro wanguwe (Mufaro mufaro mufaro urimandiri)
(Mufaro mufaro mufaro urimandiri)
(Mufaro mufaro mufaro urimandiri)
Mufaro wanguwe mufaro wanguwe mufaro
Wanguwe (Mufaro mufaro mufaro urimandiri)
Jeso mufaro wanguwe mufaro wanguwe mufaro
Wanguwe (Mufaro mufaro mufaro urimandiri)
(Mufaro mufaro mufaro urimandiri)
(Mufaro mufaro mufaro urimandiri)