Notice: file_put_contents(): Write of 608 bytes failed with errno=28 No space left on device in /www/wwwroot/muzbon.net/system/url_helper.php on line 265
Blot - Hakuna | Скачать MP3 бесплатно
Hakuna

Hakuna

Blot

Альбом: Ramba Waraira
Длительность: 3:15
Год: 2022
Скачать MP3

Текст песни

Bad company
Takura ndiri preacher
Teerera shoko (teerera) rangu ini randa-preacher (randa-preacher)
Ma-ghetto yuts ndava-teacher (Jeezy)

Ndikati, "Baba Mercy, vanhu ava havana mercy"
Havana kana mercy
Vanonyepera kuita mafesi

Pamwe pacho unorara nenzara
Zvinhu zvichakaoma, zvisati zvabhadhara
Ndaizviti ndakangwara
Asi unowana zuva rauchanyara

Mhuri yangu inorarira bota (bota)
Pamwe pacho kurara nenyota (nyota)
Asi hameno pazvichaita
Mwana waMwari chingo-fighter

Hakuna (hakuna), aiwa hakuna (hakuna)
Anopa huchenjeri anopfuura Mwari
Aihwa hakuna

Ndakutaurira shamwari mudikani
Hakuna, inzwa hakuna (hakuna)
Anopa huchenjeri kupfuura Mwari
Hakuna, teerera hakuna

Hupenyu hunenge desert (desert)
Waenda wavhura mu-closet (closet)
Ukamhanya kunge rocket (rocket)
Vachakuverenga pama-suspect (suspect)

Hupenyu chidzama
Vamwe vati i-drama
Ukazviona kunge Osama
Mwari ndovanoziva chauchashava

Ukazviona kunge El Chapo
Tarisa, vhura maziso
Ndotenda, ndopa chipiyaniso
Komberera Takura mwana wa-Yeso

Hakuna, ndaramba hakuna
Anopa huchenjeri kupfuura Mwari
Anopfuura Mwari, anopfuura Mwari hey

Wani ndainzi ndakapera
Vamwe vachiti, "So far, amira."
Asi handina kumbozomira
Ende kwandakabva ndakarangarira

Wakanganwa vakakupinza (vakakupinza)
Handibvunze, ndabvunzwa (ndabvunzwa)
Handigone kupindura asi ndabvunzwa
Ma-ghetto yuts teerera mazvinzwa

Ayihwa ungaswere
Ungave bofu kana mbeveve
Zvinhu urove
Kana kuti ma-drugs ungamarove

Asi hakuna nzira
Mwari vanokupa kupira
Mwar,i iwe shingirira
Ndopavanobva vakubatsira

Changu ku-preacher shoko
Ende ndoda kusvika ikoko
Vaida ndife ndichidya nhoko
Angave mhofu kana muyera soko

Zvakawanda zvakahwanda
Pakaoma pinda uchipima
Vane tarenda hapana kana kwatakaenda

Takamhanyisana ne-Covid
Pamwe pacho taiswera muma-street
Handina kana ka-Honda Fit
Apa hupenyu unoti huri neat

Zvimwe zvacho haisi fair
Satan haandikunde, handina care
Eh, ndakungoita l don't care
Chakudiwa vakomanaka, isai prayer

Takuda kutozvinamatira
Kuti ugovavarira
Usangozambira mushana
Ukasatsvaga unonzi hauna kukwana
Mwari