Rufu

Rufu

Blot

Альбом: Hits Collection
Длительность: 3:17
Год: 2017
Скачать MP3

Текст песни

Yo Sam Chris, this song for meditation (claks ladders)
G-N-D, yo Muggo
Adi youngest and baddest and maddest
((Next Generation) Fantan (Yo Ribhe)

Saka variko vakaenda vakatungamira
Vakaenda vasina kuita zvavaishuwira
Nanhasi uno nguva yavo ndovarangarira
Adi youngest and baddest and maddest, Grenade

Sakani life ivhiri ka ikwire dzike
Kana rwauya rufu harukundike
Vaichengeta nherera vana Matthew Rusike
Kana yakwana nguva futi ka hazvirambike

Sakani life ivhiri ka ikwire dzike
Kana rwauya rufu harukundike
Vaichengeta nherera vana Matthew Rusike
Kana yakwana nguva futi ka hazvirambike

Ndozvinoita hupenyu
Pamwe unoshaya shuga unowana munyu
Vari kuda mari zhinji vari kubata nyoka mhenyu
(Ndozvinoita hupenyu) vachisimbisana kuti vari kuita zvisvinu
Vachisimbisana

Paichakwana nguva ka zvichavaomera
Vachibvunzwa mubvunzo vachitadza kuupindura
Vachange vakugaya chavakatadzira
Dai tine nguva takatoshumira, eh, adi youngest

Sakani life ivhiri ka ikwire dzike
Kana rwauya rufu harukundike
Vaichengeta nherera vana Matthew Rusike
Kana yakwana nguva futi ka hazvirambike

Sakani life ivhiri ka ikwire dzike
Kana rwauya rufu harukundike
Vaichengeta nherera vana Matthew Rusike
Kana yakwana nguva futi ka hazvirambike

Aiva dhokota ka asi akaenda
Aiva makanika asi akaenda
Zuro ndizuro shamwari yangu Tatenda
Mhuri yese yaperera kumarinda

Hupenyu inhangemutange
Pamunotora vana venyu itai ndisatange
Mwari regerai vegodo vavenge
Rufu munzira Mwari wangu handiringe

Sakani life ivhiri ka ikwire dzike
Kana rwauya rufu harukundike
Vaichengeta nherera vana Matthew Rusike
Kana yakwana nguva futi ka hazvirambike

Sakani life ivhiri ka ikwire dzike
Kana rwauya rufu harukundike
Vaichengeta nherera vana Matthew Rusike
Kana yakwana nguva futi ka hazvirambike

Ndozvinoita hupenyu
Pamwe unoshaya shuga unowana munyu
Vari kuda mari zhinji vari kubata nyoka mhenyu
Vachisimbisana kuti vari kuita zvisvinu
Vachisimbisana

Paichakwana nguva ka zvichavaomera
Vachibvunzwa mubvunzo vachitadza kuupindura
Vachange vakugaya chavakatadzira
Dai tine nguva takatoshumira, eh, adi youngest

Sakani life ivhiri ka ikwire dzike
Kana rwauya rufu harukundike
Vaichengeta nherera vana Matthew Rusike
Kana yakwana nguva futi ka hazvirambike

Sakani life ivhiri ka ikwire dzike
Kana rwauya rufu harukundike
Vaichengeta nherera vana Matthew Rusike
Kana yakwana nguva futi ka hazvirambike
Sam Chris