Mweya Wangu Une Muponesi

Mweya Wangu Une Muponesi

Charles Charamba

Длительность: 4:59
Год: 1999
Скачать MP3

Текст песни

Haleluya, haleluya
Haleluya, haleluya
Haleluya, haleluya
Haleluya, amen
Haleluya, haleluya
Haleluya, haleluya
Haleluya, haleluya
Haleluya, amen

Mweya wangu une Muponesi
Ini ndakasunungurwa
Musununguri ngandiyananiswe
Ndichagamuchirwasu?
Mweya wangu une Muponesi
Ini ndakasunungurwa
Musununguri ngandiyananiswe
Ndichagamuchirwasu?

Ini ndoda, ini ndoda
Ini ndoda Mwari Muyamuri
Uri wangu ndakatengwa neropa raJesu
Ndava wake chose
Ini ndoda, ini ndoda
Ini ndoda Mwari Muyamuri
Uri wangu ndakatengwa neropa raJesu
Ndava wake chose

Munoziva kusasimba kwangu
Ini ndotya kurasika
Asi imi Jesu muri simba rangu
Ndimi munondipa simba
Munoziva kusasimba kwangu
Ini ndotya kurasika
Asi imi Baba She muri simba rangu
Ndimi munondipa simba

Ini ndoda, ini ndoda
Ini ndoda Mwari Muyamuri
Uri wangu ndakatengwa neropa raJesu
Ndava wake chose
Ini ndoda, ini ndoda
Ini ndoda Mwari Muyamuri
Uri wangu ndakatengwa neropa raJesu
Ndava wake chose

Hongu Ishe tipe isu tose
Idzo ngoni dzenyu Mwariwe
Nechinobva pamoyo tichiti
Isu tichava waKristu
Nengoni tichagamuchira tsitsi
Rudo rwenyu Kristu
Rwaukunda iwo moyo wangu
Baba ndichavimba nemi

Ini ndoda, ini ndoda
Ini ndoda Mwari Muyamuri
Uri wangu ndakatengwa neropa raJesu
Ndava wake chose
Ini ndoda, ini ndoda
Ini ndoda Mwari Muyamuri
Uri wangu ndakatengwa neropa raJesu
Ndava wake chose

Vakauya vamwe vachibvunza
Ko nhai, tingaponeswe here?
Hongu tinoda muponesiwe
Kana nesu tinodaro
Vakauya vamwe vachibvunza
Ko nhai, tingaponeswe here?
Hongu tinoda muponesiwe
Kana nesu tinodaro

Ini ndoda, ini ndoda
Ini ndoda Mwari Muyamuri
Uri wangu ndakatengwa neropa raJesu
Ndava wake chose
Ini ndoda, ini ndoda
Ini