Notice: file_put_contents(): Write of 645 bytes failed with errno=28 No space left on device in /www/wwwroot/muzbon.net/system/url_helper.php on line 265
Comfort Manyame - Tell Somebody | Скачать MP3 бесплатно
Tell Somebody

Tell Somebody

Comfort Manyame

Альбом: Tell Somebody
Длительность: 2:31
Год: 2025
Скачать MP3

Текст песни

Ohh
Mmmm

Upenyu hwatinorarama
Ungakunde seiko uri wega iwe
Nzira yatinofamba iyi
Ungaigona sei uri wega iwe

Chara chimwe
Hachitswanye inda kwete
Zanondega akasiya
Jira mumasese

Mmmm

Kana waremerwa
Usasenga wega mutoro unorema
Kana wapererwa iwe
Ziva kuti zuva richabuda

Chara chimwe
Hachitswanye inda kwete
Shara mumwe
Mumwe zvake waungaudza

You gotta tell somebody
Gotta tell somebody now

When you're feeling down and out
Just tell somebody
When the burden gets so heavy
Gotta tell somebody
You cannot make it on your own
You cannot walk alone
Tell somebody
Tell somebody

Chara chimwe
Hachitswanye inda kwete
Shara mumwe
Mumwe chete waunoudza

Tell somebody now
You see
Life is hard on your own
This burden is heavy on your own
The road is hard on your own

Chara chimwe
Hachitswanye inda kwete
Zanondega akasiya
Jira mumasese