Matsimba

Matsimba

Enzo Ishall

Альбом: The Hits
Длительность: 3:31
Год: 2019
Скачать MP3

Текст песни

Simplex Musik
Stallion, oh wo woo (oi)

Nemuzita renyu Jehovah tichakunda
Varimunhamo wachabuda
Nemi Jehovah Baba, mutoro tichatura

Variko vanochema zvisina anonzwa
Vachifamba munzira isina anoda
Nzira izere makava anonhuwa domba
Nzira izere makata, izere makomba

Haushaye matsimba munzira ine minzwa
Umo mune matsimba, baba, arimo arikufamba
Haushaye matsimba munzira ine minzwa
Umo mune matsimba, umo mune matsimba

Huya ugare neni mwana wehanzvadzi
Hupenyu kudhorobha, zvino hurinane
Kudai makangokafemerawo kani Mwari
Murume watete haana nyadzi
"Bam'kuru musadaro", karidza mhere
Makore munoziva ndingori nesere
"Babamukuru musadaro", karidza mhere
Bam'kuru ndozviziva mune chirwere

Kasikana kanochema zvisina anonzwa
Kachifamba munzira isina anoda
Nzira izere makava anonhuwa domba
Nzira izere makata, izere makomba

Haushaye matsimba munzira ine minzwa
Umo mune matsimba, baba, arimo arikufamba
Haushaye matsimba munzira ine minzwa
Umo mune matsimba, umo mune matsimba

Amai vakafuka ravo vega, baba vakafuka ravo vega
Ava mukufuka avo vega, vakasiya mwana ariega
Akapinda musango akatetereka
Kuburikidza nekushaya anochengeta
Shungu dziri mumoyo dzinomuchera
Misodzi yake haizorore kuyerera

Ndati mwana anochema zvisisna anonzwa
Achifamba munzira isina anoda
Nzira izere makava anonhuwa domba
Nzira izere makata, izere makomba

Haushaye matsimba munzira ine minzwa
Umo mune matsimba, baba, arimo arikufamba
Haushaye matsimba munzira ine minzwa
Umo mune matsimba, umo mune matsimba

Nemuzita renyu Jehovah tichakunda
Varimunhamo wachabuda
Nemi Jehovah Baba, mutoro tichatura

Variko vanochema zvisina anonzwa
Vachifamba munzira isina anoda
Nzira izere makava anonhuwa domba
Nzira izere makata, izere makomba

Haushaye matsimba munzira ine minzwa
Umo mune matsimba, baba, arimo arikufamba
Haushaye matsimba munzira ine minzwa
Umo mune matsimba, umo mune matsimba