Muti Watemwa
Feli Nandi
4:20Alicious (Aah ndakareva wani, ndakareva wani) (Aah ndakareva wani, ndakareva wani) Hmm-hmm-hmm (Aah ndakareva wani, ndakareva wani) Hmm-hmm-hmm (Aah ndakareva wani, ndakareva wani eeh) Mukati ndozvinoita dzimba (Aah ndakareva wani, ndakareva wani) eeh, eeh Mukati munhukadzi chako kushinga (Aah ndakareva wani) Ndakakuudzai wani (ndakareva wani) Zvikanzi munhurume haacheme (Aah ndakareva wani, ndakareva wani) makati tonyarira paya Mukati tofambira kupi eeh-eeh Eeeh-eeh eeh (Aah ndakareva wani) ndaremerwa (ndakareva wani) Ndakakuudzai wani ndaneta (ndakareva wani) Ndakataura wani (aah ndakareva wani) Muri kure ndoudza aniko (ndakareva wani) ooh Ndakakuudzai wani (aah ndakareva wani) Mukati chako kushinga eeh-eeh-eeh-eeh Ingori mifananidzo chete pamhepo eeh-eeh-eeh-eeh Kusekerera sezviri kuendeka Kuti zvinzi ehee, hupenyu hwakatsetseka Asi kana ndandega ndinonzwa kuti ndaneta Ndangariro kurwisa, kupingaidzana, kutandanisana dzega Chiteerera chandakakora pasi pano Kutarisira kugamuchira rudo rwemunhu Chiteerero chandakakora pasi pano Kutarisira kugamuchira rudo rewmunhu Ndikati mai ndiri ndega (mai ndiri ndega) Mai ndiri ndega (mai ndiri ndega) Amai ndiri ndega (mai ndiri ndega) Murwendo ndiri ndega (mai ndiri ndega) Mai ndiri ndega (mai ndiri ndega) Mai ndiri ndega (mai ndiri ndega) eeh-eeh-eeh) (Aah ndakareva wani) ndakareva wani, ndakakuudzai wani eeh-eeh-eeh (Aah ndakareva wani) Ingori mifananidzo chete pamhepo eeh-eeh-eeh (Aah ndakareva wani) kusekerera sezviri kuendeka (ndakareva wani) Kuti zvinzi ehee hupenyu hwakatsetseka (aah ndakareva wani) Asi kana ndandega ndinonzwa kuti ndaneta Ndangariro kurwisa, kupingaidzana, kutandanisana dzega (Aah ndakareva wani) eeh ndakareva wani (ndakareva wani) Ndakakuudzai wani kuti ndaneta (ndakareva wani) Aah, aah eeh-eeh (ndakareva wani) eeh (Aah ndakareva wani) Ndakareva wani, ndakakuudzai wani eeh-eeh-eeh (Aah ndakareva wani) ini ndaneta (ndakareva wani) ini ndaneta Ndangariro ini ndaneta Mai ndiri ndega, mai ndiri ndega, mai ndiri ndega eeh-eeh Mai ndiri ndega Mukati munhurume haacheme (mai ndiri ndega) Zvikanzi munhukadzi chako kushinga (mai ndiri ndega) Mukati ndozvinoita dzimba (mai ndiri ndega) Mukati ndozvinoita mabasa (mai ndiri ndega) Mukati ndozvinoita hupenyu (mai ndiri ndega) shinga Shinga, shinga mwana ee-eeh ah (mai ndiri ndega Eeh-eeh eeh aah aah (mai ndiri ndega, mai ndiri ndega) Aah, aah (mai ndiri ndega, mai ndiri ndega) Ndakataura wani (aah aah) Ndakareva wani (ndakareva wani, ndakareva wani) Ndakakuudzai wani (ndakataura wani)