Musiye (Feat. Black Warrior)
Freeman
3:11Bata mwana uyo Ibhanan'ana 5 star Hona mwana uyo ibhanan'ana Petso Royc Chikati HK Move Handisi kuzvibeliever kuti ndini (Bhanan'ana) Uri too much ndaifunga kuti handihwine ini (Bata mwana) Ndaingoti pamwe ndichahwina confafa ndisina (Bhanan'ana) Pauri ndaigara ndiri busy kuimaginer (Bhanan'ana bhanan'ana ahhh) Ndichitanga kukuona ndakanzwa Sendaiswa ngetani (saMr Palmer) Nda nda ndaistammer ndakatadza kana Kusasa (ndaikakama) Ndaida kutuma munhu ndikazogaya ZvaPutiti (naTocky Charmer) But ndaikwata ndaifunga kuti Uchandinyunya (saBilli Khama) Kutaura feya (ndaihuta shaa) But same time (ndichikuda shaa) Pandaichuna team yangu kuti ndinodonha Newe vaingoti hapana (zvinozikanwa) Ikozvino ndakuungunaidza (pfuma shaa) Kumba kwenyu ndaakunzi (mukwasha) Wakandida ndiri step father disina jagwa Uchiramba vane ma(Bimma shaaa) Hoyoooo Handisi kuzvibeliever kuti ndini (Bhanan'ana) Uri too much ndaifunga kuti handihwine ini (Bata mwana) Ndaingoti pamwe ndichahwina confafa Ndisina, (bhanan'ana) Pauri ndaigara ndiri busy kuimaginer (Bhanan'ana bhanan'ana ahhh) Listen to me baby naive ndiri pasi Asi wakandikwidza higher Ndosaka ndichikuti ndandi (I can't believe wakandida ahh) Wakandida Nadine siripasi raive rakasungwa newire Hama dzako dzichikuti ungamudi (I can't believe wakandida ahh) Pazvanga zvakaoma pandaikanga waya (I can't believe wakandida ahh) Wakanditi ndini chete munhu waunodesire (I can't believe wakandida) (Ndaihuta shaa) But same time (ndichikuda shaa) Pandaichuna team yangu kuti ndinodonha Newe vaingoti hapana (zvinozikanwa) Ikozvino ndakuungunaidza (pfuma shaa) Kumba kwenyu ndaakunzi (mukwasha) Wakandida ndiri step father disina jagwa Uchiramba vane ma(Bimma shaaa) Hoyoooo Handisi kuzvibeliever kuti ndini. (bhanan'ana) Uri too much ndaifunga kuti handihwine ini (Bata mwana) Ndaingoti pamwe ndichahwina confafa Ndisina, (bhanan'ana) Pauri ndaigara ndiri busy kuimaginer (Bhanan'ana bhanan'ana ahhh)