Haukunde Vese
Hwindi Prezidentzw
2:55This is an emergency, the tempo has reached critical levels HKD, Ice, and Roses Baby (baby) ndiwe wandanyorera song (ah) Ha, ndadhanganyika musoro Ndikamushaya, ndinoshaiwa zororo Nyika yedu tiri vaviri mafuro manyoro Ndakamupinza cherudo chikoro Saka anondibata ruoko rwangu Otaura chizevezeve munzeve dzangu Akati anoda kugara pa-side pangu Zvachose inini mu-life mangu Anondibata ruoko rwangu Otaura chizevezeve munzeve dzangu Akati anoda kugara pa-side pangu Zvachose inini mu-life mangu Anonditi, "Sly, ndiwe one chete wandakada saka usabatikana" Ndakamubvunza, "Why", akati, "Love yakazara muhana, tisafe takanetsana" Nguva yedu ngaisafe yakapesana, ndichinge ndatadza, nemaruva ndinopfugama Ndakamirira time kuti uite muroora uuye kumba kuzoona daddy namhamha Ha, ndadhanganyika musoro Ndikamushaya, ndinoshaiwa zororo Nyika yedu tiri vaviri mafuro manyoro Ndakamupinza cherudo chikoro Saka, ane love inondiita bhoo Kamudiro kacho kandinomuita so Handina mufaro kana iye asipo, kunge pana Nox Ndazonyora love song Anondibata ruoko rwangu Otaura chizevezeve munzeve dzangu Akati anoda kugara pa-side pangu Zvachose inini mu-life mangu Anondibata ruoko rwangu Otaura chizevezeve munzeve dzangu Akati anoda kugara pa-side pangu Zvachose inini mu-life mangu Baby ndinodzikama ndikafunga pawakatanga kundipa rudo,ukandisiya ndobaikana Moyo yedu takachinjana, usafunge zvekundipa wangu iyezvino, handisati ndafinhikana Ndiwe chete musikana wandinoda kutaura naye pafon tichikurukura zverudo Nekuda kwekuona kudzikama kubvira musi watasangana, kutsvaga mumwe futi, baby, no Ha, ndadhanganyika musoro Ndikamushaya, ndinoshaiwa zororo Nyika yedu tiri vaviri mafuro manyoro Ndakamupinza cherudo chikoro Saka, ane love inondiita bhoo Kamudiro kacho kandinomuita so Handina mufaro kana iye asipo, kunge pana Nox Ndazonyora love song Anondibata ruoko rwangu Otaura chizevezeve munzeve dzangu Akati anoda kugara pa-side pangu Zvachose inini mu-life mangu Anondibata ruoko rwangu Otaura chizevezeve munzeve dzangu Akati anoda kugara pa-side pangu Zvachose inini mu-life mangu Anondibata ruoko rwangu Otaura chizevezeve munzeve dzangu Akati anoda kugara pa-side pangu Zvachose inini mu-life mangu Anondibata ruoko rwangu Otaura chizevezeve munzeve dzangu Akati anoda kugara pa-side pangu Zvachose inini mu-life mangu Ha, ndadhanganyika musoro Ndikamushaya, ndinoshaiwa zororo Nyika yedu tiri vaviri mafuro manyoro Ndakamupinza cherudo chikoro Saka, ane love inondiita bhoo Kamudiro kacho kandinomuita so Ice and Roses (Ice and Roses) baby (baby) Ndiwe wandanyorera song iyi (nyorera song iyi) (Music just turns me on)