Musiye (Feat. Black Warrior)
Freeman
3:11Five star Gallis Dare remaGallis Saka Kivo hunza madrinks Kune musangano Wedu weDare remaGallis Ikoko tinonosangana potaurwa Mitemo yechiGallis (yah Agh) Dare remaGallis Ndiyo mutemo yarinaro Dare remaGallis Ndiyo meeting yatinayo (Yeah) Dare remaGallis Ndiwo mitemo watinawo Dare remaGallis Ndiwo musangano wacho One ukangoziva Gallis code Wakwana kwana Listen to me jahman Two Tungamidza respect ne loyalty Kune vaunoti ndovakakosha Three MaGallis hatife takabuditswa misodzi nevanaskana izvozvo kwete kana Four Weakness yedu iri pakubaya faster faster kana babe rangoganza Ndo mutemo yechi 5 star Gallis Ukangoidissa mudish tokugarisa Anoungoutyora fine Bollo bhadharisa Na iroro line ndavharisa Saka Kivo hunza madrinks Kune musangano Wedu weDare remaGallis Ikoko tinonosangana potaurwa Mitemo yechiGallis (yah Agh) Dare remaGallis Ndiyo mutemo yarinaro Dare remaGallis Ndiyo meeting yatinayo (Yeah) Dare remaGallis Ndiwo mitemo watinawo Dare remaGallis Ndiwo musangano wacho Chimoko chemumwe wako haubate Kunge visa raka expire hazvishande Kusvikira babe nyama nyama hatikwate Man'ono magood network hatikate Saka baby ma friends angu Sandi ma friends ako Unofanira kuziva muganhu wako Respect yandinopa ku team yako Ipa ku team yako Nekuti hazvigone pachiGallis Kuti unotaura business remumwe muGallis nekuseri Hatibvume kuchekeresa Hana yemuGallis ngaisa sheka sheka Saka Kivo hunza madrinks Kune musangano Wedu weDare remaGallis Ikoko tinonosangana potaurwa Mitemo yechiGallies (Iyah Agh) Dare remaGallis Ndiyo mutemo yarinaro Dare remaGallis Ndiyo meeting yatinayo (Yeah) Dare remaGallis Ndiwo mitemo watinawo Dare remaGallis Ndiwo musangano wacho One ukangoziva Gallis code Wakwana kwana Listen to me jahman Two Tungamidza respect ne loyalty Kune vaunoti ndovakakosha Three MaGallis hatife takabuditswa misodzi nevanaskana izvozvo kwete kana Four Weakness yedu iri pakubaya faster faster kana babe rangoganza Ndo mutemo yechi 5 star Gallis Ukangoidissa mudish tokugarisa Anoungoutyora fine Bollo bhadharisa Na iroro line ndavharisa Saka Kivo hunza madrinks Kune musangano Wedu weDare remaGallis Ikoko tinonosangana potaurwa Mitemo yechiGallis (yah Agh) Dare remaGallis Ndiyo mutemo yarinaro Dare remaGallis Ndiyo meeting yatinayo (Yeah) Dare remaGallis Ndiwo mitemo watinawo Dare remaGallis Ndiwo musangano wacho