Musiye (Feat. Black Warrior)
Freeman
3:11Damien Quinton and their mom want food on table Kusanganisa nekusanganisa So mi cant relax I have to work Cymplex Music Five Star Gallis Kusanganisa nekusanganisa Definitely Zuva richibuda nekudoka tarisa busy mu street umo Kusanganisa nekusanganisa Wangu hakuna easy Life Vamwe mazizi havatorare mumba Kusanganisa nekusanganisa Kunyangwe paghetto Kusanganisa nekusanganisa Kukiya kiya mazheti Kusanganisa nekusanganisa Mukati kana panze Kusanganisa nekusanganisa Kuedza ku cover magap Kusanganisa nekusanganisa (hoyooo) Vanotsamwa nda hustler Vanondibiga nhando (vanondibigga nhando) Chero ndapocketa handina basa nazvo (handina basa nazvo) Chandinokoshesa chete kufeeda madhoni (wangu ku feeda madhoni) Wese akutsvaga ndakunyorera song (ndiwe wandanyorera song) Hapana asingade life yepadenga se drone (no) Kuita big move yaunenge uchida saFrankie De Jong (yes) Ndakangomirira zuva randichanzi ndasainwa ne Sony Song yangu ku Uganda yakuiswa pama ringing tone Cymplex zvikadaro chete ndinenge ndapedza dijo MaGallis voti watinotemba ndiyeyu murefu uyo uyo Zuva richibuda nekudoka tarisa busy mu street umo Kusanganisa nekusanganisa Wangu hakuna easy Life Vamwe mazizi havatorare mumba Kusanganisa nekusanganisa Kunyangwe paghetto Kusanganisa nekusanganisa Kukiya kiya mazheti Kusanganisa nekusanganisa Mukati kana panze Kusanganisa nekusanganisa Kuedza ku cover magap Kusanganisa nekusanganisa Ukaedza dhiri repano rikaramba Tryer pa next Waedza kubata mbinga Foni ikaramba chaya ma text Dhiri richanokubhadhara washaya mutusva baya ne taxi Tuvanhu tunenge tusina basa ngatusakamise maworks Pamwe pacho panoda ma nutmeg Play yekwa Messi Focuser donha womuka Kudzamara wanozunza maneti Hazvidi kumira forwad Nyangwe vakubate shirt Iva man of the match Pamutambo kuti uwane hatrick (kuti uwane hattrick) Zuva richibuda nekudoka tarisa busy mu street umo Kusanganisa nekusanganisa Wangu hakuna easy Life Vamwe mazizi havatorare mumba Kusanganisa nekusanganisa Kunyangwe paghetto Kusanganisa nekusanganisa Kukiya kiya mazheti Kusanganisa nekusanganisa Mukati kana panze Kusanganisa nekusanganisa Kuedza ku cover magap Kusanganisa nekusanganisa (hoyooo) Vanotsamwa nda hustler Vanondibiga nhando (vanondibigga nhando) Chero ndapocketa handina basa nazvo (handina basa nazvo) Chandinokoshesa chete kufeeda madhoni (wangu ku feeda madhoni) Wese akutsvaga ndakunyorera song (ndiwe wandanyorera song) Hapana asingade life yepadenga se drone (no) Kuita big move yaunenge uchida saFrankie De Jong (yes) Ndakangomirira zuva randichanzi ndasainwa ne Sony Song yangu ku Uganda yakuiswa pama ringing tone Cymplex zvikadaro chete ndinenge ndapedza dijo MaGallis voti watinotemba ndiyeyu murefu uyo uyo Zuva richibuda nekudoka tarisa busy mu street umo Kusanganisa nekusanganisa Wangu hakuna easy Life Vamwe mazizi havatorare mumba Kusanganisa nekusanganisa Kunyangwe paghetto Kusanganisa nekusanganisa Kukiya kiya mazheti Kusanganisa nekusanganisa Mukati kana panze Kusanganisa nekusanganisa Kuedza ku cover magap Kusanganisa nekusanganisa (hoyooo)