Muchandizwawo
Freeman Hkd
3:54Panoda moyo wakashinga (Scatter) Oooo takangodaro tahwina (Tele) Saka wangu ingoshinga ukadaro tahwina Rikatsamaya wotoritsoma (Five Star) Daruler hondo yacho inoda kushinga ngatitorodza mapfumo (mapfumo) Usanete wangu mira kubata muchuno Donha uchimuka dzedzereka asi tichasvika kumagumo (magumo) Usanete wangu mira kubata muchuno Chimhanya chimhanya chimhanya mwana wekwaChizanga Hondo yacho inopisa semudzanga Ihondo svinu-svinu kwete yemashanga Chizama chizama chizama Ramba uchingozama ukangokunda chete vachakuti gamba Nekuda kwehondo iyi hobho vazhamba Ndinomira seMukono Handife ndaita give up agh izvo no Pazvinhu zvacho ndiri Mhofu_yeMukono Pamwe pacho panoda faster hapadi chinono Zvinoda Moyo wakashinga Ooo kangodaro wahwina Mumwe wangu itoshinga Ooo kangodaro wahwina Panoda moyo wakashinga Chamakuvangu Hondo yacho inotoda kushinga wangu ngatitorodza mapfumo (mapfumo) Usanete wangu mira kubata muchiuno Donha uchimuka dzedzereka asi tichasvika kumagumo (magumo) Usanete wangu mira kubata muchiuno Chimhanya chimhanya chamakuvangu chimhanya Hondo yacho inopisa semudzanga Ihondo svinu-svinu kwete yemashanga Chizama chizama chizama Ramba uchingozama ukangokunda chete vachakuti gamba Nekuda kwehondo iyi hobho vazhamba Wotoshandira sadza ungagodii Hupenyu hukurwadza Simuka haikona kumirira mukana Vangani vakazvarwa vachizviwana Huru yadzo yakupinda pachiGanvoster Handichada kukanga waya kana ku roaster Ndava kuda kuva mupfumi Dangoota Vonditi Chamakuvangu tambo madhonza (yuwi yuwi yuwi) Five star comin like fire up to the top yeah Mi nah Go retire Hustle until i get weh mi desire Nepakamakidza Chamakuvangu tryer Handisi kuzopera mweya kunge flat tire Pandobata ngoma ndinosiya ndauraya Simudza usakande mapfumo pasi Kungave kure asi tinosvika badzi Hondo yacho inotoda kushinga wangu ngatitorodza mapfumo (mapfumo) Usanete wangu mira kubata muchiuno Donha uchimuka dzedzereka asi tichasvika kumagumo (magumo) Usanete wangu mira kubata muchiuno Chimhanya chimhanya chimhanya mwana wekwaChizanga Hondo yacho inopisa semudzanga Ihondo svinu-svinu kwete yemashanga Chizama chizama chizama Ramba uchingozama ukangokunda chete vachakuti gamba Nekuda kwehondo iyi hobho vazhamba