Gomba
Freeman Hkd
3:46Wairesi 5star Gallis Wairesi Yeah Pa 5star Wairesi Dig dig-dha ngundu-ngundu Ndarira pawairesi Ma anti-HK varikuti why Vachingovhura vanonzwa ndichirira pawairesi Negodo ravo vachatengesa mawairesi MaJezy naTorro chunai madinga vajaire Ma anti-Gallis varikuti why Vachingovhura vanonzwa ndichirira pawairesi Negodo ravo vachatengesa mawairesi Vamwe vanodzima wairesi Vandinzwa pawairesi Vanopupuma votungamidza maJairosi Newairesi ndaparira kunge virus Danny chuna madinga vajaire Nekuti kusingabate wairesi vanoita piracy Vachingoda kuti vanzwe Doctor pawairesi 2 0 1 9 yaibaka wairesi Ndini ndakaita kuti vasarire Ende ndinongobvarura ngoma Bvarurwa careless. Chero ma HK vachiwana happiness (see how dem ah watch me) Ndavagarisa ku terrace Saka vhura wairesi Synet Dig dig-dha ngundu-ngundu Ndarira pawairesi Ma anti-HK varikuti why Vachingovhura vanonzwa ndichirira pawairesi Negodo ravo vachatengesa mawairesi MaJezy naTorro chunai madinga vajaire Ma anti-Gallis varikuti why Vachingovhura vanonzwa ndichirira pawairesi Negodo ravo vachatengesa mawairesi Vakaita zvekutamba havanhonge nyama (havanonge nyama) Vachatungamidza munyama Ndiri pakuisa mari muchikwama Kunge pana Billiat Khama Handina mafunny ndawana mukana (ndawana mukana) Ku hustler kunge Boss Dhama Ndovasiya vese vachipikisana (vachipikisana) Hanzi anopedza ndiDoctor Dig dig-dha ngundu-ngundu Ndarira pawairesi Ma anti-HK varikuti why Vachingovhura vanonzwa ndichirira pawairesi Negodo ravo vachatengesa mawairesi MaJezy naTorro chunai madinga vajaire Ma anti-Gallis varikuti why Vachingovhura vanonzwa ndichirira pawairesi Negodo ravo vachatengesa mawairesi Vamwe vanodzima wairesi Vandinzwa pawairesi Vanopupuma votungamidza maJairosi Newairesi ndaparira kunge virus Danny chuna madinga vajaire Nekuti kusingabate wairesi vanoita piracy Vachingoda kuti vanzwe Doctor pawairesi 2 0 1 9 yaibaka wairesi Ndini ndakaita kuti vasarire Ende ndinongobvarura ngoma Bvarurwa careless Chero ma HK vachiwana happiness (see how dem ah watch me) Ndavagarisa ku terrace Saka vhura wairesi Synet Dig dig-dha ngundu-ngundu Ndarira pawairesi Ma anti-HK varikuti why Vachingovhura vanonzwa ndichirira pawairesi Negodo ravo vachatengesa mawairesi MaJezy naTorro chunai madinga vajaire Ma anti-Gallis varikuti why Vachingovhura vanonzwa ndichirira pawairesi Negodo ravo vachatengesa mawairesi Dig dig-dung ngundu-ngundu ndabika ngoma Cymplex (ma anti-HK varikuti why) Vachingovhura vanonzwa ndichirira pawairesi Negodo ravo vachatengesa pawairesi Saka bika ngoma bika Cymplex (Ma anti-Gallies varikuti why) Vachingovhura vanonzwa ndichirira pawairesi Negodo ravo vachatengesa mawairesi