Door Ratovharwa (Mjolo) Donator Calvins
Donator Calvins Music
3:08Kurema ungareme kurira ungarire Pasina prayer woenda kumangondo Kubaka ungabake kurira ungarire Pasina prayer woendakumawere Chitanga wanamata chitanga wanamata wanamata Hoo chitanga wanamata chitanga wanamata wanamata Hee chitanga wanamata chitanga wanamata wanamata Hoo chitanga wanamata chitanga wanamata wanamata Kurarama kwacho baba Hiya kurikudzimba zvinesimba Ukaita zvekutamba unodemba vakafawo Hazvina shasha kurwadza nepanyama Hazvidi n'anga chero kunzi munyama Nepatapata tichitsvaga mabasa Hupenyu hwacho Mwariwee Mhai hunotoda vanokakata Hazvichadi ndakapassa Nyika yashata tose tavashasha Kukwira makata hakuchadi vakapata Iyahoiye iyahoiyere iyahoye chitanga wanamata Iyahoyere iya hoiyere iyahoye chitanga wanamata