Delilah
Holy Ten
2:47Gunda ra Holy takachinja poto Ey, Gunda aana Holy takatiza mukoto Imi, ghetto rine rori rine ngoma moto Xander hauchamuone akavigwa mu photo Ah, Gundamwenda (gunda) Mabvumba kuenda (gunda) Haa, Gundamwenda, torai vanoenda, mandinzwa kurema (gunda) Ah, Gundamwenda Ah, mukwasha mboko ajuta mwenga Angobvuta kuenda, aratidza kurema (iiih) Chimero chacho chinoda kutendwa Vaigaya ndichapera, hoo ndichapera? Ingori toti bento, Leonard future Benso Leonard Dembo weko, ipai Jeso meso Hanty super munomwa? Soccer munoona Hona muroora Gundamwenda (gunda) Mabvumba kuenda (gunda) Haa, Gundamwenda, torai vanoenda, mandinzwa kurema (gunda) Gumbakumba, ropa kuda topihwa naSamatenga Ndiri pakupenya, ndinoda kupenya Kunofunda tumwe tuma styles unoda kutenda Ndiri pakupenya, imbomira kuchera Ndinenge ndanwa tea, saka ndovhunduka chii? Alarm ndeya 2 asi ndomuka na 3 Hanzi zvichapera, hanzi uchabuda mazviri Kupera kuita sei? Imbovhunza Maskiri (iiiih) Eh, mujaya hoyo wafunga kuenda kuchando Passport vakabvuma ku-stamper Anayo, transport, yakabuda mustepper Akamuka aku trender, saka Gundamwenda (gunda) Mabvumba kuenda (gunda) Haa, Gundamwenda, torai vanoenda, mandinzwa kurema (gunda) (Hoyo) ah, Gundamwenda Munaunza tumwe tuma-nice tunoda kutendwa Tinoda kutenda, tinogara mupeta Ukasungwa usafona number dzangu, ndingateerwa Mira kunetsa, imbomira kunetsa