Ucharamba Uchipisa (Feat. Michael Magz & Poptain)
Holy Ten
3:16Aah Who are you? Who are you? Who are you? Hey, vari kukikwa neni No, no mhani hakuna chamuka Vakubika neni kubika nemoto 'Cause hakuna chabuka Ndiro hakuna dzasukwa Ndakudyira sadza panumber plate Handisi kutarisa zvamuri kuita 'Cause maziso angu anoita red Wizard usandi bigger uchifambisa music yangu ne shareit Kana panoti very good Vari kuda kusender masemi nude Bvunza chero father uyo Tanga tamubata huro Bvunza chero father uyo Ndakatomubata huro Ma RnB niggers anonyanyisa suffer Ma RnB niggers anowaridza rupasa Oparidza kuchata, onyanyisa kudhakwa Omakisa kubasa, otangisa kuwacha Ndozvacho zvakashatira kupata Kuravira mudzanga, kuravira huranda Ey, hey, look Vaaku linker neni Vaakuziva pandiri ndopane mututsva Vaaku believer neni Paghetto vondi treater kuita kunge 2Pac Wangu handibate super Handibate guka ipa kuna naLuda Vachapapfunya chisero zvavo Kunge vaakunamata Buddah Zvamunotaura handisi kunzwa 'Cause ndopanogumira pfungwa dzenyu No, handisi kutya You know kuti tenge tamwa tanganda zvedu Moms vaaku believer 'cause padheni ndakavachinjira menu Vaigaya ndezvema drugs, yes I understand takazovapa value Haiwa vana Bernard maakuda chemotherapy Time, time motori dangerous Waakuita nzenza nyasha Waakuda kutenga nyasha Ese ma hoes, but pane badza rapera basa Kusaita kutseva nyasha Ey, wangu usafarise tisu takupinza mu VIP Haikona kudhala kupfuura vatenga Mokanda mapics paIG Hauna kugwapo just admit Just agree, hazvidi ginya Ndodokunzwisisa hauna kamari kekombika Uri kabinga Haa, maguys mazuvano matofi Maguys mazuvano mafeki Vanotirasa vane mamoments Wangu hauna kupasa So then why ukupasa macomments Usakabira content Usakabira content Why worry P Rolet Mukadzi ane mari dze forex, yes Tikukuziva une nharo here tideedze masomeki Back in high school ndaisaizwa neboys raiva the tallest Now ndakusangana navo ndiri pa two Vaakusevenza patollgate