Wakatuka Amai

Wakatuka Amai

Holy Ten

Альбом: Risky Life
Длительность: 3:46
Год: 2021
Скачать MP3

Текст песни

Yeah
Ten, yeah
Ndikutsvaga maten, ten, yeah, ahh, yeah

Ndikutsvaga maten, ndikutsvaga matwenty (twenty) ndikuda kubhadhara rent
Ndikuda kuroora mukadzi mboma asi ndikuda kutanga ndasenza
Ndikuda kutanga ndafenza, yeah, ndikuda kuparka maBenz
Ndikuda kurova ex wangu Gamu ziflex rinenge shamhu
Ndomuka natwo, ndoronga mamoves

Siya missed call, phone handisi kunzwa, no handisi kumba
It's either ndokupasa wrong number or tell you no handisi kuda
Ndini that type yekusvika paparty, yatanga masikati, ndakabata Baccardi
But no, handisi kunwa, I might end up calling ana Gamu
And ayewa, idzodzo hadzisi pfungwa

Wakatuka amai, wakatuka amai (wakatuka amai, wakatuka amai)
Wakatuka amai, wakatuka amai (wakatuka amai, wakatuka amai)
Wakatuka amai, wakatuka amai (wakatuka amai, wakatuka amai)
Wakatuka amai (wakatuka amai)

Ndikutsvaga maRands, ndikutsvaga maPula (Pula)
I was talking naMoms and she ended up saying that, "Munenge makura"
'Cause ndaka dhingura graph, I was so drunk ndakapindura rough
I walked in ndakarembera face, ndakaremera ZESA
Ndanga ndakabaka, guka, ndanga ndaka namwa, Super

Vakanditi, "Seiko chikoro usingade?" Vakanditi, "Sei uchiswera uri panze?"
Vakanditi, "Bvisa mashades ndimboona maziso
Seiko uchiswera uine mbanje?"
Ndikavati, "Life ain't easy, imi, this ain't 1960, imi!"
Iwe hazvina kupera hazvo bho, havana kufara havo Moms

Ah, ndakamwa Strettons, ndakarova six shots ndichida kudhakwa nema seconds
Ndakadarikira, ndakadarikira (ndokubatirira) pamadziro vakabatikira
Ndikavati, "Taurai tinzwe, hamuna fees
Hamundirambidze kuzoswera paden 'cause hapanakidze (hapanakidze) pakurai tidye!"
(Pakurai tidye ah)

Wakatuka amai, wakatuka amai (wakatuka amai, wakatuka amai)
Wakatuka amai, wakatuka amai (kune mhepo dziri kunze uko)
Wakatuka amai, wakatuka amai (wakatuka amai, wakatuka amai)
Wakatuka amai

Kune mhepo dziri kunze uko dzinoda anodzivhika, iwewe haumbozviziva
Nekuti minyengetero yavo amai inogara yangotozvidzivirira
So iwewe haumbozviziva, unoti kungwara kwako
Unoti kusara kwavo pavanokuudza "kumhunga hakuna ipwa"
Hurudza isina imba, type yemunhu anoshanda asi chinobuda ipapo hapana
Buda inda gwadama, chenjera kubuda inda, gwadama
Ingoti sorry, chingozvidzora, kana wakatuka amai
Kana wakatuka amai, yeah