Ndin'Ndamubata
Jah Prayzah
3:44Wandinzwa ndichidaidzira dhiya Ndikati dai wambotarisa nguva Nekuti zvimwe pamwe mhepo ichauya Asi ramba uchingopenya kunge zuva Vakanetsa unoti mdara vachauya ahaa Mudhara wacho ishumba inoruma ahaa Unyerere uchingoshaina ahaa Unyerere uchingoshaina ahaa Kangoma kadii kakede-kede aiwa tamba Chirega kuramba uchingonanaira kunge kamba Kamoto kerudo kamberevere musazokadzima Vanosara vachingoringa ringa ndanovhima Kuti dzive ngano Haiwa isungano Ichi chirangano Chibvumirano Vanoziva kuti mdara vachauya ahaa Mudhara wacho ishumba inoruma ahaa Unyerere uchingoshaina ahaa Unyerere uchingoshaina ahaa Ukandipa rudo ndogamuchira nemoyo wangu Ukaramba angova madzikirira kuhope dzangu Maona here chisikana chakachangamuka? Iruva rangu Vakanetsa ramba uchingotsika-tsika dhiya wangu Kuti dzive ngano Haiwa isungano Ichi chirangano Chibvumirano Vanoziva kuti mdara vachauya ahaa Mudhara wacho ishumba inoruma ahaa Unyerere, uchingoshaina ahaa Unyerere uchingoshaina ahaa Kangoma kadii kakede-kede aiwa tamba Chirega kuramba uchingonanaira kunge kamba Kamoto kerudo kamberevere musazokadzima Vanosara vachingoringa ringa ndanovhima Kuti dzive ngano Haiwa isungano Ichi chirangano Chibvumirano Vanoziva kuti mdara vachauya ahaa Mudhara wacho ishumba inoruma ahaa Unyerere uchingoshaina ahaa Unyerere uchingoshaina ahaa Wandinzwa ndichidaidzira dhiya Ndikati dai wambotarisa nguva Nekuti zvimwe pamwe mhepo ichauya Asi ramba uchingopenya kunge zuva Vakanetsa unoti mdara vachauya ahaa Mudhara wacho ishumba inoruma ahaa Unyerere, uchingoshaina, ahaa Unyerere, uchingoshaina, ahaa Unyerere, uchingoshaina, ahaa Unyerere, uchingoshaina, ahaa