Kumahumbwe
Jah Prayzah
4:09Assalamu Alaikum Wagwizi (Mili) Gear Costume Tererrin Ndoda kutamba newe ballerina Yenguva yaana Katarina, ndikafunga Furuwa Ucharangarira gore riya, kumaroro, kumadhorofiya Pamusoro pegomo riya, taitamba Furuwa Furuwa, Furuwa, Furuwa, Furuwawe mwanawe Furuwa, Furuwa, Furuwa, Furuwawe mwanawe Furuwa, Furuwa ah, ah, ah, ah (shamwari yangu) Kana usipo madeko (shamwari yangu) Ndenge ndiri mutirongo (shamwari yangu) Unoita seruva ramhamha (shamwari yangu) Ndikati huya timbodai so (shamwari yangu) Unoita kakuoma moyo (shamwari yangu) Ndokupa zvaunoda pandinenge ndagona Ndiro donzo rangu paunonodzoka Handikuvimbise denga rechinomwe, unondiwana ndazama Ndokupa zvaunoda pandinenge ndagona Manondo mutambire mwene momusvitsa kuna Mwendamberi Moti Baba, chimhandara chiye ndakachiwana kure, kure Manondo mutambire mwene momusvitsa kuna Mwendamberi Moti Baba, chimhandara chiye ndakachiwana kure Furuwa, Furuwa, Furuwa, Furuwawe mwanawe (Ndibate ruoko, kana ndiri wako) Furuwa, Furuwa, Furuwa, Furuwawe mwanawe (Ndibate ruoko, kana ndiri wako) Furuwa, Furuwa ah, ah, ah, ah (shamwari yangu) Kana usipo madeko (shamwari yangu) Ndenge ndiri mutirongo (shamwari yangu) Unoita seruva ramhamha (shamwari yangu) Ndikati huya timbodai so (shamwari yangu) Unoita kakuoma moyo (shamwari yangu) Kuenda mberi mudiwa kwandiremera (kwandiremera) Ndaingoda kuti dai wangobuda pachena (buda pachena) Moyo muti unongomera pawada Tanga tichidanana Mira ndimbo—flowa like a fish in ah the water Straight to the point babie handidi zvekupota Girl you gotta know zvandoshuwa zvandorota Umm (tanga tichidanana) ndakarota iwe neni tichidanana Manondo mutambire mwene momusvitsa kuna Mwendamberi Moti Baba, chimhandara chiye ndakachiwana kure Furuwa, Furuwa, Furuwa, Furuwawe mwanawe (Ndibate ruoko, kana ndiri wako) Furuwa, Furuwa, Furuwa, Furuwawe mwanawe (Ndibate ruoko, kana ndiri wako) Furuwa, Furuwa ah, ah, ah, ah (shamwari yangu) (Shamwari yangu, shamwari yangu) Unoita seruva ramhamha (shamwari yangu) (Shamwari yangu, shamwari yangu) Umm hee Furuwa, umm Furuwa, iya hoho Furuwa, ehee Furuwa Umm, hmm Furuwa, ahehe Furuwa, umm, hmm, hmm Furuwa, ehee Furuwa