Wenge
Jah Prayzah
4:50Sendekera sendekera muzukuru Changamire vati kune Chigutiro simudza Haiwe simudza Pauchangoti kedega Iwe takarasima nekidiga Tichaona wazongoti pidigu Haiwa wadhakwa Hwee mhondoro yekwedu vasikana Irimo musango rinoyera Inoringa musha wayo Hwee mhondoro yekwedu vakomana Irimo musango rinoyera Inoringa musha wayo Tiise mhanja ipapo Wazvinzwa nani kuchembera uroyi Wazvinzwa nani? (Uroyi) Wazvinzwa nani kuti ndini munyengeri? Wazvinzwa nani? Saka ndiwe munyengeri (tauchira) Sendekera muzukuru (tauchira) Wambeya- mbeya(tauchira) Damburo musungo (tauchira) Wazeya-zeya (tauchira) Sendekera muzukuru (tauchira) Wambeya- mbeya(tauchira) Damburo musungo (tauchira) Wazeya-zeya (tauchira) Tsananguro takumbira (tauchira) Kana doro tabikira (tauchira) Wambeya-mbeya (tauchira) Wazeya-zeya (tauchira) Tsananguro takumbira (tauchira) Kana doro tabikira (tauchira) Wambeya-mbeya (tauchira) Wazeya-zeya (tauchira) Honde vanoreva dimikira honde Vanoridza chikwee haya (haya) haya (haya) Honde vanoreva dimikira honde Vanoridza chikwee haya(haya) haya (haya) Honde vanoreva dimikira honde Vanoridza chikwee haya haya Ndiani angabvumbamire pwere? Vamwe havabvume Kunze kune mhute Ndiani angabvumbamire pwere? Vamwe havabvume Kunze kune mhute Wazvinzwa nani kuchembera uroyi Wazvinzwa nani? (Uroyi) Wazvinzwa nani kuti ndini munyengeri? Wazvinzwa nani? Saka ndiwe munyengeri (tauchira) Sendekera muzukuru (tauchira) Wambeya- mbeya(tauchira) Damburo musungo (tauchira) Wazeya-zeya (tauchira) Sendekera muzukuru (tauchira) Wambeya- mbeya(tauchira) Damburo musungo (tauchira) Wazeya-zeya (tauchira) Tsananguro takumbira (tauchira) Kana doro tabikira (tauchira) Wambeya-mbeya (tauchira) Wazeya-zeya (tauchira) Tsananguro takumbira (tauchira) Kana doro tabikira (tauchira) Wambeya-mbeya (tauchira) Wazeya-zeya (tauchira) Ndiani angabvumbamire pwere? Vamwe havabvume Kunze kune mhute Ndiani angabvumbamire pwere? Vamwe havabvume Kunze kune mhute Hona zenze kutamba kumira ndinenge ndagona vakomana Wandinzwa ndichiimba chigutiro igorokoto vasikana Hona zenze kutamba kumira ndinenge ndagona vakomana Wandinzwa ndichiimba chigutiro igorokoto vasikana Tiise manja ipaapo