Tenda

Tenda

Jah Prayzah

Альбом: Chiremerera
Длительность: 4:21
Год: 2023
Скачать MP3

Текст песни

Dai muri vamwe maisiya kuzvitutumadza maisa manja (kurarama ingoni ndakanga ndabaiwa)
Deno muri vamwe maisiya kuzvitutumadza maisa manja (kurarama ingoni ndakanga ndabaiwa)
Ndakanga ndarivara, ndainge ndavaraidzwa nekamuzambiringa (kurarama ingoni ndakanga ndabaiwa)
Kupona neburi retsono
Ndakanga ndarivara, ndainge ndavaraidzwa nekamuzambiringa (kurarama ingoni ndakanga ndabaiwa)
Tenda anokuperekedza murwendo, kufamba wega haungagone, uchira

Rinenge dutu, dutu amai (rinosimuka mudenga)
Denga (rinosimuka mudenga, rinoda kuparadza)
Kutadza kutekaira ndakanga ndabaiwa (rinosimuka mudenga)
Ndabaiwa (rinosimuka mudenga, rinoda kuparadza)

Hanzi kutadza kutekaira ndakanga ndabaiwa (rinosimuka mudenga)

Hiya hoha, hiya hee
Hiya hoha
Hiye woyere
Hiya hoha
(Kurarama ingoni ndakanga ndabaiwa)