Dana Ngirozi

Dana Ngirozi

Jah Signal

Альбом: Ndoenda Newe
Длительность: 3:42
Год: 2021
Скачать MP3

Текст песни

Simplex Music
Simplex, sizing ngoma
Haizi sample
Jah Signal

Vanhu vanodhakwa asi Mwari haadhakwe
Zvimwe zvacho tambira zvimwe zvacho usabvume
Kunyangwe zviome sei kanga kajongwe
Shinga mwanangu kuchema usagone
Vanhu vanodhakwa asi Mwari haadhakwe
Zvimwe zvacho tambira zvimwe zvacho usabvume
Kunyangwe zviome sei kanga kajongwe
Shinga mwanangu kuchema usagone

Dana ngirozi mwanangu dana ngirozi
Dana ngirozi mwanangu dana ngirozi
Dana ngirozi mwanangu dana ngirozi
Dana ngirozi mwanangu dana ngirozi
Famba muroad mwanangu famba mu road
Famba muroad uende ku abroad
Famba muroad mwanangu famba mu road
Famba muroad uende ku abroad

Vamwe vane meso anoona panyika
Vanoti vanonzwa asi havana nzeve
Makumbo vanawo vanojamba kwazvo
Asi pavanojamba vanotsika vamwe
Ukamira navo ungati uri mupfupi
Ndiwe Kapfupi unonzi unobva kupi
Swa, asika uri mukundi, mwanangu uri mukundi, uri mukundi
Swa, haiwa

Dana ngirozi mwanangu dana ngirozi
Dana ngirozi mwanangu dana ngirozi
Dana ngirozi mwanangu dana ngirozi
Dana ngirozi mwanangu dana ngirozi
Famba muroad mwanangu famba mu road
Famba muroad uende ku abroad
Famba muroad mwanangu famba mu road
Famba muroad uende ku abroad

T, yan T, ngoma haiti yari
Isimudze ma fans
Swa family
Simplex, sizing
Mr G
Mr Ganga
Ndakavadzvanya
Silent killer paJoza
Ngoma yasvika Moza

Dana ngirozi mwanangu dana ngirozi
Dana ngirozi mwanangu dana ngirozi
Dana ngirozi mwanangu dana ngirozi
Dana ngirozi mwanangu dana ngirozi
Famba muroad mwanangu famba mu road
Famba muroad uende ku abroad
Famba muroad mwanangu famba mu road
Famba muroad uende ku abroad

Simplex Music