Notice: file_put_contents(): Write of 631 bytes failed with errno=28 No space left on device in /www/wwwroot/muzbon.net/system/url_helper.php on line 265
Janet Manyowa - Haachinje | Скачать MP3 бесплатно
Haachinje

Haachinje

Janet Manyowa

Альбом: Haachinje
Длительность: 4:40
Год: 2025
Скачать MP3

Текст песни

Haachinje, Haachinje
Haachinje, Haachinje
Haachinje, Haachinje
Aaaa Haaa

Amai Chipo vakachinja
Apo pavaigara
Vakafuma vovashaya
Muraini
Samson akavimbisa
Acharoora mangwana
Ozobva asiya something
Nanhasi

Mumwe chete asingashanduke
Mumwe chete anotembeka

Asingashanduke, Asingashanduke
Haachinje bodo-bodo
(Haachinje bodo-bodo)
Asingashanduke, Asingashanduke
Haachinje bodo-bodo
(Haachinje bodo-bodo)
Asingashanduke, Asingashanduke
Haachinje bodo bodo
Haachinje bodo
Asingashanduke, Asingashanduke
Haachinje bodo-bodo
(Haachinje bodo-bodo)

Mai Chipo murikupiko?
Samson uripi?
(Uripi?)
Ndiani akavimbika?
Akatendeka, pasi pano?

Mumwe chete asingashanduke
Haachinje Haachinje ahaaaaa
Mumwe chete anotembeka

Asingashanduke, Asingashanduke
Haachinje bodo-bodo
(Haachinje bodo-bodo)
Asingashanduke, Asingashanduke
Haachinje bodo-bodo
Bodo-bodo, bodo-bodo (Haachinje bodo bodo)
Asingashanduke, Asingashanduke
Asingashanduke
Haachinje bodo-bodo
(Haachinje bodo-bodo)
Asingashanduke, Asingashanduke
Asingashanduke, Haachinje bodo
Haachinje bodo-bodo
No no, no no no no no
(Haachinje bodo-bodo)

Haachinje, Haachinje
Haachinje, Haachinje
Haachinje, Haachinje
Aaaa Haaa
Haachinje, Haachinje
Haachinje, Haachinje
Haaa
Can you say Haachinje
Haachinje, Haachinje
Haachinje
Haachinje, Haachinje
His unchanging
Haachinje, Haachinje
Aaaa Haaa
Haachinje, Haachinje
Haachinje
Haachinje, Haachinje
Haaa
Haachinje Eheee
Haachinje, Haachinje
Haachinje no no no no
Haachinje, Haachinje
Haachinje, Haachinje
Aaaa Haaa
Faithful in all His ways
Haachinje, Haachinje
Haachinje, Haachinje
Haaa
Haachinje Bodo
Haachinje, Haachinje
Haachinje, Haachinje
Haachinje, Haachinje
He never changes
Aaaa Haaa
Haachinje, Haachinje
Haachinje, Haachinje
Haaa
Haa Aaa Haachinje
Haachinje, Haachinje
Haachinje, Haachinje
Haachinje, haachinje
Aaaa Haaa
Haachinje, Haachinje
Haachinje, Haachinje
Haaa
Oh Oh Oh Oh bodo

Asingashanduke, Asingashanduke
Haachinje bodo-bodo
I can count on Him
(Haachinje bodo-bodo)
Asingashanduke
I can depend on Him
Asingashanduke
He never changes
Haachinje bodo-bodo
Consistent in all His ways
(Haachinje bodo-bodo)
Asingashanduke, asingashanduke
Zuro, nhasi namangwana
Haachinje bodo-bodo
(Haachinje bodo-bodo)
Asingashanduke
He never changes
Asingashanduke
He never changes
Haachinje bodo-bodo
(Haachinje bodo-bodo)

Haachinje bodo-bodo
Bodo-bodo, bodo-bodo