Mota Inomhanya (Interlude)

Mota Inomhanya (Interlude)

Kae Chaps

Альбом: Its Not Me, Its You
Длительность: 1:54
Год: 2022
Скачать MP3

Текст песни

Oh, my God, it's Martin

Ya, dai ndandine mota inomhanya
Ndaikuendesa chero kwawada, like anywhere you want to
Hapana aizokunetsa baby, kana kabodzi
You never have to worry 'bout nothing
Wangu, chero ukanzi uri mu-road
I can tell you tryna get away, uda kuita naughty
Everybody out there busy judging busy talking

I know this world haina justice
Munda waswera waiswa machisa
Hanzi you ain't gonna survive usina tactic
Kupinzwa mu-field usina practice (kupinzwa mu-field usina practice)

But you deserve more, hai
Chandinongoshuva kuti ndisati ndafa ndikutengere maruva
I know, kuti zvinombosunga asi usandityire ndiri bhuru rinotunga
Mai boy, ndakamboku-tuner, pakashaya acheuka hatimbopihwe guna
We ride, go, ndokwandinokuda, yah I'm talking far away

So, dai ndandiine mota inomhanya
Yah wangu taispakwaa tirimo mumigwagwa, hapana aimbotibata
I'm talking 95 years plus kusvikira tafa shaa
Everyday ndinewe baby ini handinyepe

Dai ndandiine mota inomhanya
Mota inomhanya ya (mota inomhanya)
Mota inomhanya ya, ya, ya, ya
Mota inomhanya ya, ya, ya, ya
Mota inomhanya ya, ya, ya, ya
Mota inomhanya ya, ya, ya, ya