Nguva

Nguva

Kae Chaps

Альбом: Vanga
Длительность: 3:46
Год: 2020
Скачать MP3

Текст песни

HitLab (HitLab)
Kanaboy

Haachagona kungokupa moyo and usamu-blame
Zvaasangana nazvo zvakawanda, ane vanga uyo, kasi usaregedze
Ndiwe waanga akamirira kuti ugomushandura, she will never let you down
Usazofa uri bhachura, gara wangomubhabhura

Nhamo hadzipere
Asi chakakosha kuti ungoziva kuti anewe zvachose
Zvimwe haareve (haareve)
Asi chakakosha kuti ungoziva kuti ndiwe iwe zvachose

Ingomubatisisa, inguva chete
Ingomubatisisa, inguva chete
Ingomubatisisa, inguva chete
Ingomubatisisa, inguva, inguva, inguva chete

Inguva (inguva) inguva (inguva)
Inguva, inguva, inguva chete
Inguva (inguva) inguva (inguva)
Inguva, inguva, inguva chete

Inguva, inguva
Inguva, inguva, inguva chete
Inguva, inguva
Inguva, inguva, inguva chete

Akambo-believer akatorwa moyo (nguva)
Ndokuzobondera yabvira hondo (nguva)
Akutsvaga anomubata zvinyoro (nguva)
Pamwe ndiwe uchamupa zororo (nguva)

Chingoziva zvaanoda iwe, iwe, iwe, iwe
'Cause what she really wants is to know that you care
Hazvireve rudo haana iyeye
But she wanna be ready, ready for you

Nhamo hadzipere (ukamunyararidza, achakupa mukana iwe)
Asi chakakosha kuti ungoziva kuti anewe zvachose (ukamunyararidza)
Zvimwe haareve
Asi chakakosha kuti ungoziva kuti ndiwe iwe zvachose

Ingomubatisisa, inguva chete
Ingomubatisisa, inguva chete
Ingomubatisisa, inguva chete
Ingomubatisisa, inguva, inguva, inguva chete

Inguva (inguva) inguva (inguva)
Inguva, inguva, inguva chete
Inguva (inguva) inguva (inguva)
Inguva, inguva, inguva chete

Inguva, inguva
Inguva, inguva, inguva chete
Inguva (Patronik)