Shamwari Yangu Warova
Leonard Dembo
9:12Shiri yakangwara inovaka dendere rayo nguva iripo iyo Mwana iwe, newewo ngwara iwe Shiri yakangwara inovaka dendere rayo nguva iripo iyo Mwana iwe, newewo ngwara iwe Mujuru unovaka imba yawo mvura isati yaturuka iyo Mwana iwe, newewo ngwara iwe Mujuru unovaka imba yawo mvura isati yaturuka iyo Mwana iwe, newewo ngwara iwe Kondo inovaka imba yayo pamanhenga kuti Pasawana anotora vana vayo, ngwara iwe Kondo inovaka imba yayo pamanhenga Kuti pasawana anotora vana vayo, ngwara iwe Inokandira mazai akafanana nevhu Iyo Hurekure kuti vanhu vasaona, ngwara iwe Shiri yakangwara inovaka dendere rayo nguva iripo iyo Mwana iwe, newewo ngwara iwe Mujuru unovaka imba yawo mvura isati yaturuka iyo Mwana iwe, newewo ngwara iwe Kondo inovaka imba yayo pamanhenga Kuti pasawana anotora vana vayo, ngwara iwe Zano rako chete, ndiro guru pakumisa bango rako Zano rako chete, ndiro guru pakumisa musha wako Hana yako chete, ndiwo musimboti wezvaunoronga Hana yako chete ndiwo musimboti wezvaunofunga Zano rako chete ndiro guru pakumisa bango rako