Notice: file_put_contents(): Write of 640 bytes failed with errno=28 No space left on device in /www/wwwroot/muzbon.net/system/url_helper.php on line 265
Mark Ngwazi - Zvandigumbura | Скачать MP3 бесплатно
Zvandigumbura

Zvandigumbura

Mark Ngwazi

Альбом: Greatest Hits
Длительность: 10:55
Год: 2024
Скачать MP3

Текст песни

Njanja Express, ichechi yepanze haizari

Rina manyanga hariputirwe
Rina manyanga hariputirwe
Kana rafunga zvekubuda rinotunga bepa
Kana rafunga zvekubuda rinotunga bepawo

Pastor vapedza vakadzi muchechi
Pastor vapedza vakadzi muchechi
Vachitora mari dzemupiro vachidya naMary
Vachitora mari dzechegumi vachidya naMary
Asi kana nguva yakwana zvichabuda chete
Asi kana nguva yakwana zvichabuda chete
Zvandigumbura

Pese pese pavanoparidza inyaya dzemari
Mukanzwa vachirova ndimi unoti vatumwa
Apa riri shavi reumbavha rinenge rabata
Pamwe nemisoro yemagora yavakaromba
Asi kana nguva yakwana zvichabuda chete
Asi kana nguva yakwana zvichabuda chete
Zvandigumbura

Nemi vakadzi muchinyanya kuda kushandirwa
Nemi vakadzi muchinyanya kuda kushandirwa
Chero pamashaya munyu kumaporofita
Chero pamashaya munyu kumaporofita
Kutadza kuhodha mabanana muchitengesawo
Kutadza kuhodha mabanana muchitengesawo
Saka muchinyeperwa

Hameno vanoda kuendako tangai magaya
Mungazoguma makandiwa musango
Hameno vanoda kuendako tangai magaya
Mungazoguma makandiwa musango
Hameno vanoda kuendako tangai magaya
Mungazoguma makandiwa musango
Hameno vanoda kuendako tangai magaya
Mungazoguma makandiwa musango

Atove masvandikongonya kuyevana kwevakarambana zvandigumbura
Atove masvandikongonya kuyevana kwevakarambana zvandigumbura
Amai mwana havachauyeko vave kunamatira mumba zvandigumbura
Amai mwana havachauyeko vave kunamatira mumba zvandigumbura
Ukaona baba vakati nzve-e, amai kumasowe wotoshaya zvinombofamba sei
Ukaona baba vakati nzve-e, amai kumasowe wotoshaya zvinombofamba sei
Vakadzi mapandutswa

Zvamunogara muchingopfimba vakadzi vevamwe seiko, Pastor musadaro
Mandigumbura, mandigumbura, mandigumbura, mandigumbura
Mandigumbura
Mandigumbura, mandigumbura, mandigumbura, mandigumbura

Mukanzwa vachirova ndimi unoti vatumwa
Mukanzwa vachirova ndimi unoti vatumwa
Apa riri shavi rehumbavha rinenge rabata
Apa riri shavi rehumbavha rinenge rabata
Pamwe nemisoro yemagora yavakaromba
Pamwe nemisoro yemagora yavakaromba
Zvandigumbura

Mero, mero, mero,mero
Ndanhonga nzungu dzakakangwa mukati meEverest
How can I cross the river Jordan
Without one cup of tea nezimbambaira muplate baba?
Your bin gossiper the lightens prodigation, hepete nhamba dzangu

Kupfugama kumasowe kwakanaka
Kana muchizopfugamira varume kudzimba
Kupfugama kumasowe kwakanaka
Kana muchizopfugamira varume kudzimba
Kupfugama kumasowe kwakanaka
Kana muchizopfugamira varume kudzimba
Kupfugama kumasowe kwakanaka
Kana muchizopfugamira varume kudzimba