Maivepi Pandaikudai
Marshal Munhumumwe
6:03Nyika kwayave kuyenda, hapana achayidzora kumawere kunotyisa Hakuna chakanaka, munhu wese anoda kuzvifadza achiri mupenyu Kuzvifadza kwacho kuparadza nyika, vamwe vachisekerera nekusaziva Vanoti, "Musi waunofa, yaguma kwauri, vanosara vosara vachiyenda mberi" Kana kudovayambira, hapana achanzwa, kwakungotarisa kwazvinoperera Vanhu vaye havachatya kufa, vakutorwira kuda kuona anotanga kufa Nyika kwayave kuyenda, hapana achayidzora kumawere kunotyisa Hakuna chakanaka, munhu wese anoda kuzvifadza achiri mupenyu Kuzvifadza kwacho kuparadza nyika, vamwe vachisekerera nekusaziva Vanoti, "Musi waunofa, yaguma kwauri, vanosara vosara vachiyenda mberi" Kana kudovayambira, hapana achanzwa, kwakungotarisa kwazvinoperera Vanhu vaye havachatya kufa, vakutorwira kuda kuona anotanga kufa