Ndofara

Ndofara

Mechanic Manyeruke And The Puritants

Альбом: The Very Best Of
Длительность: 4:04
Год: 2007
Скачать MP3

Текст песни

Ndofara, ndofara Mwari wangu
Ndofara, ndave kufara Ishe
Halleluya ndave kufara Mambo
Nokuti ndave kunamata

Halleluya ndave kufara (ndofara)
Ndofara ndave kunamata (ndofara)
Halleluya ndave kufara Ishe wangu (ndofara)
Nekuti ndave kunamata

Mazuva angu, ndichiri munyika (ndofara)
Ndaivaona vachiparidza Mambo (ndofara)
Ndaiti ava vanopenga Mambo (ndofara)
Nokuti, ndaisanamata

Ndofara, ndofara Mwari wangu (ndofara)
Ndofara, ndave kunamata (ndofara)
Halleluya ndave kufara Mambo (ndofara)
Nokuti ndave kunamata

Halleluya ndave kufara, uhm (ndofara)
Ndofara ndave kunamata (ndofara)
Halleluya ndave kufara Ishe wangu (ndofara)
Nekuti ndave kunamata

Ndaivavona vakamira munzira (ndofara)
Vachiparidza, "Dzokai kuna Mwari" (ndofara)
Ndaiti, "Ava vanopenga Ishe wangu" (ndofara)
Nokuti, ndaisanamata

Halleluya ndave kufara (ndofara)
Ndofara ndave kunamata (ndofara)
Halleluya ndave kufara Ishe wangu (ndofara)
Nekuti ndave kunamata

Ndaigara ndichingochema misodzi (ndofara)
Nenyaya iyi yekusanamata (ndofara)
Halleluya ndave kufara Ishe wangu (ndofara)
Nekuti ndave kunamata

Ndofara, ndofara Mwari wangu (ndofara)
Ndofara, ndave kufara Ishe (ndofara)
Halleluya ndave kufara Ishe wangu (ndofara)
Nokuti ndave kunamata

Shamwari dzangu dzenyika ino (ndofara)
Voshamisika, vondiona ndotenda (ndofara)
Asi zvino ndave kufara ishe wangu (ndofara)
Nokuti ndave kunamata

Ndofara, ndofara Mwari wangu (ndofara)
Ndofara, ndave kufara Ishe (ndofara)
Halleluya ndave kufara Ishe wangu (ndofara)
Nokuti ndave kunamata

Vafundisi ndaivawona (ndofara)

Nekuti nda-