Zvaunondiita So (Feat. Tally Bee)
Ngonie Kambarami
3:44Muchero weupenyu wangu wava kuzomera pauri iwe Nokuti kubva kutsi kwe(moyo wangu) ini Nemunjere dzangu handichakwanisa Zvandaiita ndiri mujaya zvavakuzoguma ndazogutsikana Ini newe tiri vaviri Tichirigara zviri most bhoo tiri paghetto Iwe neni tiri vaviri Tichirigara zviri most bhoo tiri paghetto Wobvira (moyo wangu) Wopfuta (moyo wangu) Wobvira huya udzimure (moyo wangu) Wobvira (moyo wangu) Wopfuta (moyo wangu) Wobvira huya udzimure Ini ndava nokugadzikana imo muhana zvandakuwana Nokuti zvandaitsvaga ndazozozviwana mauri iwe Zvirimo imo mauriwe, huya udzimure moto zvoworema Ini newe tiri vaviri Tichirigara zvedu zviri most bhoo tiri paghetto Iwe neni tiri vaviri Tichirigara zviri zvedu most bhoo tiri paghetto Wobvira (moyo wangu) Wobvira (moyo wangu) Wopfuta huya udzimure (moyo wangu) Wobvira (moyo wangu) Wobvira (moyo wangu) Wopfuta huya udzimure (moyo wangu) Chiuuya (huya) tigarisane (tigarisane) Douya (douya) tiwirirane (tiwirirane) Wovimbisa (wovimbisa) kusandisiya (kusandisiya) Huya tigare tose Wobvira (moyo wangu) Wobvira (moyo wangu) Wopfuta huya udzimure (moyo wangu) Wobvira (moyo wangu) Hona wobvira (moyo wangu) Wopfuta huya udzimure iwe Wobvira (moyo wangu) Wobvira (moyo wangu) Wopfuta huya udzimure (moyo wangu) Wobvira (moyo wangu) Wobvira (moyo wangu) Wopfuta huya udzimure