Muchandizwawo
Freeman Hkd
3:54Oh na-na-na Zaka Prince (Simplex Music) Oh na-na-na (oh na-na-na) Five Star, Fi de gal dem (oh na-na-na) Unobvuma here kuti uve mai Queen? (Ndatobvuma) Unobvuma here ndikande ma-CV? (Oh na-na-na) Nezuro manheru pawakabuda pa-TV (waifungei?) Ndaifunga kukukandira ma-CV Unobvuma here? Unobvuma Baby unobvuma here kuva mai Mhofu? (Ndatobvuma) Unobvuma here? Unobvuma Baby unobvuma here kuva mai Doctor? (Ndatobvuma) Chindibata ruwoko rwangu tiende Zaka Rinopisa toenda tonoona vamwe Kunyange pauri paine mukono, kusvika handizeze Gara wauya utambe neni, usaregedze Kukukanda ndoopane yangu target Ndova mukwasha anozivikanwa zvekusvika pa-den Vanhu vakawanda vaida kuti undidhame, ndova chiseko chenyika Asi iwe inobvuma here? Unobvuma here kuti uve mai Queen? (Ndinobvuma) Unobvuma here ndikande ma-CV? (Oh na-na-na) Nezuro manheru pawakabuda pa-TV (waifungei?) Ndaifunga kukukandira ma-CV Unobvuma here? Unobvuma Baby unobvuma here kuva mai Mhofu? (Ndatobvuma) Unobvuma here? Unobvuma Baby unobvuma here kuva mai Shumba? I really want you to be my wife You'd be a blessing in my life I love the way you look into my eyes (oh baby) Kubva pandakuona pa-Insta Pfungwa dzangu dzinogara dzichi-spinner Wangondida ndoziva ndapinda But iwewe unenge wapinda worse Unenge wakudanana na President Kuchatotsvodananwa zvine evidence Ndokupa ma-companies, ma-shares, nema-dividents Unobvuma here? Unobvuma here kuti uve mai Queen? (Ndinobvuma) Unobvuma here ndikande ma-CV? (Oh na-na-na) Nezuro Manheru pawakabuda pa-TV (waifungei?) Ndaifunga kukukandira ma-CV Unobvuma here? (Unobvuma here?) Unobvuma Baby unobvuma here kuva mai Mhofu? (Ndatobvuma) Unobvuma here? Unobvuma Baby unobvuma here kuva mai Shumba? Ukandipa mukana wekukuda, rudo ndokupa (kana wandipa mukana) Handichada kutambisa nguva kana iwe wabvuma (ndakushandisa mukana) Hobho machinda mu-DM mako vaikuda (wakavashaisa mukana) Ndapika handichafa ndakandira vamwe shoko, uri bhiza (nokuda kwete mbichana) Ndanonokerwa kusvika zuva raticha-settler tagara pasi Vekwangu nevekwako varipo vachisimbisa, tapedza basa Sezvo wangonditi wabvuma, ndakutanga kutsvaga masinhi Ndaisafa ndafunga kuti inini newe tichave tese, nhasi zvaitika (Ice, Ice and Roses) iii, zvaitika, alright Kubva pandakuona pa-Insta Pfungwa dzangu dzinogara dzichi-spinner Wangondida ndoziva ndapinda But iwewe unenge wapinda worse (Oh na-na-na) Five Star, fi de gal dem (oh na-na-na) Baby unobvuma here (Simplex Music) (Ndatobvuma) (Nox on quality)