Todii
Oliver Mtukudzi
6:54Anobvongodza muto kuseva kwe akaguta Kwakubvongodza muto kuseva kwe akaguta kani Anobvongodza muto kuseva kwe akaguta Kwakubvongodza muto kuseva kwe akaguta kani Apaneapa ndepake Ichoneicho ndechake Akoneako ndekake Uyoneuyo ndewake Kukambira kambira wanyanya Kukambira kambira mayaya Kukambira kambira wanyanya Kukambira kambira wanyanya Chimsoro (wanyanya) Chimsoro (ihyehe) Chimsoro (mayaya) Chimsoro (ihyehe) Chimsoro (wanyanya) Chimsoro (ihyehe) Anobvongodza muto kuseva kwe akaguta Ndokubvongodza muto kuseva kwe akaguta kani Anobvongodza muto kuseva kwe akaguta Apaneapa ndepake apa Ichoneicho ndechake Akoneako ndekake Uyoneuyo ndewake Kukambira kambira wanyanya Kukambira kambira mayaya Kukambira kambira wanyanya Kukambira kambira Chimsoro (wanyanya) Chimsoro (ihyehe) Chimsoro (mayaya) Chimsoro (ihyehe) Chimsoro (wanyanya) Chimsoro (ihyehe) Chimsoro (mayaya) Chimsoro (ihyehe) Apaneapa ndepake Ichoneicho ndechake Akoneako ndekake Uyoneuyo ndewake Kukambira kambira wanyanya Kukambira kambira mayaya Kukambira kambira wanyanya Kukambira Chimsoro (wanyanya) Chimsoro (ihyehe) Chimsoro (mayaya) Chimsoro (ihyehe) Chimsoro (wanyanya) Chimsoro (ihyehe) Chimsoro (mayaya) Chimsoro (ihyehe) Chimsoro (wanyanya) Chimsoro (ihyehe) Chimsoro (mayaya) Chimsoro (ihyehe)