Ndikarangira

Ndikarangira

Oliver Mtukudzi And The Black Spirits

Альбом: Shanje
Длительность: 2:55
Год: 2018
Скачать MP3

Текст песни

Ndikarangarira zuva ria ramakanditi gara nepapapa
Ndikarangarira zuva ria ramakanditi Tuku dinorwara andirarame andirarame
Ndikarangarira zuva ria ramakanditi Tuku nditakure kana ndafa
Ndikarangarira zuva ria ramakasiya Yewu achichema pamba
Oh oh oh oh oherende

Ndinokutendai ambuya ndinovatemba sekuru
Ndinokutendai ambuya ndinovatemba sekuru
Ndinokuchemai ambuya ndinovachema sekuru
Ndinokuchemai ambuya ndinovachema sekuru

Ndikarangarira zuva ria kani
Ndikarangarira zuva ria ramakanditi gara nepapapa nditaure
Ndikarangarira zuva ria ramakanditi Tuku nditakure kana ndafa
Ndikarangarira zuva ria ramakanditi Tuku asazondiseme usandiseme usandiseme
Ndikarangarira zuva ria ramakasiya Yewu achichema pamba
Awua awua awua

Ow oh hekuherende ow oh hekuherende
Ow oh heuherende ow oh hekuherende

Ndinokutendai ambuya ndinovachema sekuru
Ndinokutendai ambuya ndinovachema sekuru
Ndinokuchemai ambuya ndinovachema sekuru
Ndinokuchemai ambuya ndinovachema sekuru