Uchangonondifunga

Uchangonondifunga

Oliver Mtukudzi And The Black Spirits

Альбом: Shanje
Длительность: 3:08
Год: 2018
Скачать MP3

Текст песни

Ayiri hoye honene Idie unonyepa iwe hehehe
Ayiri hoye honene  uchangonondifunga ini
Ayiri hoye honene Baba munonyepa imi muchangonondifunga
Kudada ungadade zwako Idie unonyepa iwe uchangonondifunga
Kutswinya ungatswinye zwako asi unonyepa chete uchangonondifunga ini

Ayiri hoye honene Idie unonyepa iwe uchangonondifunga ini
Ayiri hoye honene Edie unonyepa kani uchangonondifunga

Uchangonondifunga Idie unonyepa iwe uchangonondifunga
Uchangonondifunga Idie unonyepa kani uchangonondifunga
Kunakirwa akupere panyika Idie unonyepa iwe uchangonondifunga

Yenda zwako kusasani Idie unonyepa iwe uchangonondifunga
Usati zwawatai wagarika  Idie unonyepa iwe uchangonondifunga
Kudada ungadade zwako asi unemanga uchangonondifunga
Kudada ungadade zwako Idie unonyepa iwe uchangonondifunga

Ayiri hoye honene ayiri honene uchangonondifunga
Ayiri hoye honene Idie unonyepa kani uchangonondifunga

Yenda usasane Idie unonyepa iwe uchangonondifunga chete
Yenda usasane Idie unonyepa iwe uchangonondifunga
Usati zwawatai wagarika  Idie unonyepa kani uchangonondifunga