Zvakamira Seipo

Zvakamira Seipo

Oliver Mtukudzi And The Black Spirits

Альбом: Muroyi Ndiani
Длительность: 3:29
Год: 2018
Скачать MP3

Текст песни

Chimbomira undiudze kuti zvakamira seiko

Zvakamira seiko tsanangura mukoma
(chimbomira undiudze kuti zvakamira seiko)
Zvakamira seiko kumberi kwehunyani
(chimbomira undiudze kuti zvakamira seiko)
Zvakamira seiko ndakaoma musoro
Ndakaoma musoro

Apa wakambopafamba
Uku uchimbokutumwa namambo
Zvakamira seiko mzukuru

Apa wakambopafamba
Uku uchimbokutumwa namambo
Zvakamira seiko tsanangura mukoma

(chimbomira undiudze kuti zvakamira seiko)
Zvakamira seiko tsanangura mukoma
(chimbomira undiudze kuti zvakamira seiko)
Zvakamira seiko kuno kunehondo

Zvakamira seiko kuno kweme
(chimbomira undiudze kuti zvakamira seiko)
Zvakamira seiko ndakaoma musoro
Ndakaoma musoro

(chimbomira undiudze kuti zvakamira seiko)
Zvakamira seiko tsanangura mukoma
(chimbomira undiudze kuti zvakamira seiko)
Zvakamira seiko yewu unozwigona

(chimbomira undiudze kuti zvakamira seiko)
Zvakamira seiko tsanangura mukoma
(chimbomira undiudze kuti zvakamira seiko)
Zvakamira seiko kuno kunehondo

Kuno kunehondo
Pano pane bwede
Kuno kunehondo

Apa wakambopafamba
Uku uchimbokutumwa namambo
Zvakamira seiko iwe