Notice: file_put_contents(): Write of 634 bytes failed with errno=28 No space left on device in /www/wwwroot/muzbon.net/system/url_helper.php on line 265
Oliver Mtukudzi - Matitsika | Скачать MP3 бесплатно
Matitsika

Matitsika

Oliver Mtukudzi

Альбом: Sarawoga
Длительность: 7:02
Год: 2012
Скачать MP3

Текст песни

Tinokutambirai mawuya
Tinokutambirai maswika

Tinokutambirai mawuya
Tinokutambirai nemawoko maviri
Tinokutambirai maswika

Tinokutambirai mawuya
Tinokutambirai nemawoko maviri
Tinokutambirai matitsika

Tinokutambirai mawuya
Tinokutambirai nemawoko maviri
Tinokutambirai maswika

Tinokutambirai mawuya
Tinokutambirai nemawoko maviri
Tinokutambirai matitsika

Kunyanya imi makokwa
Kunyanya imi matiguta

Kunyanya imi makokwa
Atikankamwe nemi vangouya wo
Tinokutambirai maswika

Kunyanya imi makokwa
Atikankamwe nemi vangouya wo
Tinokutambirai matitsika

Musha awungave musha
Musha musha navayendzi
Musha awungare musha
Musha musha navayendzi

Ungave mutema mutsuku mupfumbu
Muchena wegoko
Tatenda matitsika

Ungave mutema mutsuku mupfumbu
Muchena wegoko
Tatenda mambodzoka

(Musha musha)
(Musha musha navayendzi)
(Musha musha)
(Musha musha navayendzi)

Tinokutambirai mawuya
Tinokutambirai nemawoko maviri
Tinokutambirai matitsika

Kunyanya imi makokwa
Atikankamwe nemi vangouya wo
Tinokutambirai maswika

Ungave mutema mutsuku mupfumbu
Muchena wegoko
Tatenda mambodzoka

Musha awungave musha
(Musha musha navayendzi)