Hatida Hondo
Oliver Mtukudzi
5:41Inga wani ndakavisa mapondo Shuwa shuwa ndakavisa mapondo ini Apa mandinyanya baba munoshusha Imi baba munonetsa baba munoshusha Inga jeredzwa rangu ndere mapondo Shuwa shuwa jeredzwa rangu ndere mapondo imi Mangwana mangwana mukwasha ndipe makwatsha ayi Mangwana mangwana mukwasha ndipe nyanga yechipembere Ndoiwanepi nyanga yendzou ndoiwanepi munonetsa Ndoiwanepi nyanga yechipembere Ndoiwanepi nyanga yendzou ndoiwanepi munoshusha Ndoiwanepi nyanga yechipembere Ndoiwanepi nyanga yendzou ndoiwanepi munonetsa Ndoiwanepi nyanga yechipembere Ndoiwanepi nyanga yendzou ndoiwanepi munoshusha Ndoiwanepi nyanga yechipembere Hoi hoi ndakavisa mapondo wani Shuwa shuwa ndakavisa mapondo Awunendzwa awundzwa sawira wareva Awunendzwa awundzwa sawira watonga Hundzi shuwa tezwara wanyanya rushusho Shuwa shuwa tezwara wanyanya rushusho yinde mambo Mangwana mangwana mukwasha ndipe mwana wendzou ayi ka Mangwana mangwana mukwasha ndipe makwatsha ha Ukasataro mwana wangu ndotora hezwe Shuwa shuwa mwana wangu ndotora ayi Amuhone here mwana mamupa manyemwe Mamupa mawara Amuhone here mwana mamupa manyemwe oh Unondzwa oti kwandinobva ndekwe hutefetefe Kwandinobva kwandinobva ndekwe hutefetefe ho Kwandinobva kwandinobva ndekwe hutefetefe Haiwa tigere Jeredzwa rangu ndere mapondo imi Shuwa shuwa jeredzwa rangu ndere mapondo honde mambo Ndoiwanepi nyanga yendzou ndoiwanepi munonetsa Ndoiwanepi nyanga yechipembere Ndoiwanepi nyanga yendzou ndoiwanepi munoshusha Ndoiwanepi nyanga yechipembere Ndoiwanepi nyanga yendzou ndoiwanepi munonetsa Ndoiwanepi nyanga yechipembere Ndoiwanepi nyanga yendzou ndoiwanepi munoshusha Ndoiwanepi nyanga yechipembere Awunendzwa awundzwa sawira wareva Awunendzwa awundzwa sawira watonga