Natsa Kwawabva
Paradzai Mesi
7:17Zvandainyora hama pabasa ndaiti ndawana wangu Mwana wamai ndaiti tichava tose Nemukutambura tichange tiritose Ndisingazive ndakakira ngoma kapopfu Kuzvipira kurumwa nenda (baba) Kumwe ne tsikidzi Vavariro Para awe pasi Zvawaiti tichava tose Nemukutambura tichange tiritose Ndisingazive ndakakira ngoma kapopfu Ihanganwa dzauinadzo (baba) Dzizere neuroyi Vavaririo Para atambure Zvawaiti ndiwe wangu Nemukutambura tichange tiritose Ndisingazive ndakakira ngoma kapopfu Waratidza dzauinadzo (pfungwa) Dzizere neutsinye Muchingoti zvaari nherera Zvawaiti ndiwe wangu Nemukutambura tichange tiritose Ndisingazive ndakakira ngoma kapopfu Nyamu nyamu Alifondo Masuwe, asambe tende Nyamu nyamu Rast Para, asambe tende Nyamu nyamuChale Musungwa nyamu nyamu Asambe tende Nyamu nyamu Papa Para he nyamu nyamu Asambe tende, nyamu nyamu Andy Sanganyoka, nyamu nyamu Asambe tende, nyamu nyamu Tamu Tamu Tashinga, nyamu nyamu Asambe tende, nyamu nyamu Patrick Austin, nyamu nyamu Asambe tende, nyamu nyamu Sean Pauro, nyamu nyamu Asambe tende, nyamu nyamu Zaka Zaka he, nyamu nyamu Asambe tende, nyamu nyamu Mufambe zvakanaka hamawe Hatizivi ndiMwari vaita zvidaro Mufambe zvakanaka hamawe Hatizivi ndiMwari vaita zvidaro Mufambe zvakanaka hamawe Takazoonana topanana mvura Mufambe zvakanaka hamawe Takazoonana topanana mvura Mufambe zvakanaka hamawe Kushaya kwejoni kamba iyo iripo Mufambe zvakanaka hamawe Kushaya kwejoni kamba iyo iripo Mufambe zvakanaka hamawe Changu ndechemanja ndofarira poiko Mufambe zvakanaka hamawe Changu ndechemanja ndofarira poiko