Notice: file_put_contents(): Write of 635 bytes failed with errno=28 No space left on device in /www/wwwroot/muzbon.net/system/url_helper.php on line 265
Pengaudzoke - Uchasiya Imba | Скачать MP3 бесплатно
Uchasiya Imba

Uchasiya Imba

Pengaudzoke

Альбом: Seiko Kuonda
Длительность: 5:06
Год: 2016
Скачать MP3

Текст песни

Handina here kumbozvitaura kuti uchasiya imba?

Handina here kumbozvitaura kuti uchasiya vana?

Nyika ihombe, mafaro haapere
Nyika ihombe, mafaro haapere

Uchanetsesa vana, uchanetsesa vana vangu

Wovimba nambuya zvavari vapenyu
Wovimba nambuya zvavari vapenyu

Koo mbuya vakafa, vachasara naani?
Koo mbuya vakafa, vachasara naani?

Uchanetsesa vana, uchanetsesa vana vangu
Uchanetsesa vana, uchanetsesa vana vangu
Uchanetsesa vana, uchanetsesa vana vangu
Uchanetsesa vana, uchanetsesa vana vangu

Ndokudai mese

Handei zvedu, wasarireyi