Notice: file_put_contents(): Write of 651 bytes failed with errno=28 No space left on device in /www/wwwroot/muzbon.net/system/url_helper.php on line 265
Pengaudzoke - Wotouraiwa | Скачать MP3 бесплатно
Wotouraiwa

Wotouraiwa

Pengaudzoke

Длительность: 4:45
Год: 1999
Скачать MP3

Текст песни

Neni nanga-nanga pamba pano ndadiiko?
Neni nanga-nanga pamba pano ndadiiko?
Iyeni wamunovenga pamusha pano ndadiiko?
Iyeni wamunovenga pamusha pano ndadiiko?
Haupone

Neni nanga-nanga pamba pano ndadiiko?
Neni nanga-nanga pamba pano ndadiiko?
Iyeni wamunovenga pamusha pano ndadiiko?
Iyeni wamunovenga pamusha pano ndadiiko?
Haupone

Kubatsira kwandakaita pano hamuchaoni nhaika?
Kubatsira kwandakaita pano hamuchaoni nhaika?
Chipo changu chandakakupai mese hamuchatendi nhaika?

Inga kubatsira kokuurayisa
Inga kubatsira kokuurayisa
Inga kubatsira kokuurayisa
Inga kubatsira kokuurayisa
Hona kuyamura kokuurayisa
Inga kubatsira kokuurayisa

Haupone, haupone wotourayiwa
Haupone, haupone wotourayiwa
Haurare, haurare wotourayiwa
Haurare, haurare wotourayiwa

Haufare, haufare wotourayiwa
Haufare, haufare wotourayiwa
Haurarame, haurarame wotourayiwa
Haurarame, haurarame wotourayiwa

Inga kubatsira kokuurayisa
Inga kubatsira kokuurayisa
Inga kubatsira kokuurayisa
Inga kubatsira kokuurayisa
Hona kuyamura kokuurayisa
Inga kubatsira kokuurayisa

Haupone, haupone wotourayiwa
Haupone, haupone wotourayiwa
Haurare, haurare wotourayiwa
Haurare, haurare wotourayiwa

Haufare, haufare wotourayiwa
Haufare, haufare wotourayiwa