Usadaro

Usadaro

Sanii Makhalima

Альбом: Usadaro
Длительность: 5:09
Год: 2002
Скачать MP3

Текст песни

Nekuti moyo wangu unoparara, usandidaro ndasara ndega
Mudiwa wangu ndiwe ruva rangu, usadaro, usadaro

Usadaro, usadaro, usadaro ooo

Ndogara ndichikufunga, muhope ndinorota
Mudiwa ndokusuwa, hmm, hmm
Hapana mumwe wandingade, kunze kwako iwewe
Mudiwa usadaro

Nekuti moyo wangu unoparara, usandidaro ndasara ndega
Mudiwa wangu ndiwe ruva rangu, usadaro, usadaro
Nekuti moyo wangu unoparara, usandidaro ndasara ndega
Usadaro, usadaro, usadaro ooo

Chii chandakatadza, zvese ndakakupa?
Rudo rwangu, mwoyo wangu zvese zvangu ooo, ooo
Wandisiya ndirindega (wandisiya ndirindega) misodzi ndinochema (usadaro)
Misodzi yoyerera, usandidaro ooo, ooo

Nekuti moyo wangu unoparara, usandidaro ndasara ndega
Mudiwa wangu ndiwe ruva rangu (ndiwe, ooh) usadaro, usadaro

Usadaro (usadaro) usadaro (usadaro) usadaro ooh

Nekuti moyo wangu unoparara (unoparara) usandidaro ndasara ndega (ndega)
Mudiwa wangu ndiwe ruva rangu (ndiwe, ooh) usadaro, usadaro
Nekuti moyo wangu unoparara, usandidaro ndasara ndega
Usadaro (usadaro) usadaro (usadaro) usadaro ooh

Wandisiya ndiri ndega (usadaro)
Wandisiya ndichichema (usandidaro)
Wandisiya mumarwadzo (usadaro)
Usadaro hoo

Wandisiya ndiri ndega (usadaro)
Wandisiya ndichichema (usandidaro)
Wandisiya mumarwadzo (usdaro)
Usadaro hoo

Nekuti moyo wangu unoparara, usandidaro ndasara ndega
Mudiwa wangu ndiwe ruva rangu, usadaro, usadaro
Nekuti moyo wangu unoparara, usandidaro ndasara ndega
Usadaro (usadaro) usadaro, usadaro ooh

(Ndasara) usadaro (ndega) usadaro (usadaro) usadaro (ooh) oh

Nekuti moyo wangu unoparara (zuva nezuva ndinokufunga) usandidaro ndasara ndega
Mudiwa wangu ndiwe ruva rangu, usadaro, usadaro (zuva nezuva ndinokurota, yeah)
Nekuti moyo wangu unoparara (zuva nezuva ndokusuwa) usandidaro ndasara ndega
Usadaro (usadaro) usadaro (usadaro) usadaro ooh

Sei uchindidaro mudiwa?
Mudiwa wangu ndiwe ruva rangu, usadaro, usadaro
Sei uchindidaro mudiwa? (Usadaro)
Usadaro, usadaro, usadaro ooh

Ndati, sei uchindidaro mudiwa?
Mudiwa wangu ndiwe ruva rangu, usadaro, usadaro
Sei uchindidaro mudiwa? (Usadaro)
Usadaro, usadaro, usadaro ooh
Yeah whoa, whoo