Tidzidzisei Kunamata
Shingisai & Joystreet Choir
5:41Gogodza uchazarurirwa Kumbira uchagamuchira Vanotsvaga. inga vanowana Vanokumbira vano gamuchira wani Gogodza uchazarurirwa Kumbira uchagamuchira Vanotsvaga. inga vanowana Vanokumbira vano gamuchira wani Waremerwa tura mitoro Wapererwa ndiye mhinduro Vakaneta inga vazorodzwa Vane mitoro vanorerutsirwa wani Waremerwa tura mitoro Wapererwa ndiye mhinduro Vakaneta inga vazorodzwa Vane mitoro vanorerutsirwa wani Mwari anonzwa minyengetero (gogodza ramba uchigogodza) Kumbira, (kumbira ramba uchikumbira) Mwari anonzwa minyengetero (gogodza ramba uchigogodza) Kumbira, (kumbira ramba uchikumbira) Vanotsvaga (hayiya-iya inga vanowana) Kumbira kumbira usaneta kumbira Inga wani ndati gogodza (gogodza ramba uchigogodza) Kumbira, (kumbira ramba uchikumbira) Vanotsvaga (hayiya-iya inga vanowana) Kumbira (kumbira usanete kumbira) Usanete gogodza (gogodza ramba uchigogodza) Kumbira, (kumbira ramba uchikumbira) Vanotsvaga (hayiya-iya inga vanowana) Kumbira (kumbira usanete kumbira) Ndati gogodza (gogodza ramba uchigogodza) Kumbira, (kumbira ramba uchikumbira) Vanotsvaga (hayiya-iya inga vanowana) Kumbira (kumbira usanete kumbira) Mirapo, gogodza (gogodza ramba uchigogodza) Kumbira, (kumbira ramba uchikumbira) Vanotsvaga (hayiya-iya inga vanowana) Ndati kumbira (kumbira usanete kumbira) Mwari anonzwa minyengetero (gogodza ramba uchigogodza) Kumbira, (kumbira ramba uchikumbira) Vanotsvaga (hayiya-iya inga vanowana) Kumbira (kumbira usanete kumbira) Inga wani ndati gogogdza (gogodza ramba uchigogodza) Kumbira (kumbira ramba uchikumbira) Vanotsvaga (hayiya-iya inga vanowana) Ndati kumbira (kumbira usanete kumbira) Gogodza (gogodza ramba uchigogodza) Kumbira (kumbira ramba uchikumbira) Vanotsvaga (hayiya-iya inga vanowana) Kumbira (kumbira usanete kumbira) Gogodza (gogodza ramba uchigogodza) Kumbira, (kumbira ramba uchikumbira) Vanotsvaga (hayiya-iya inga vanowana) Kumbira (kumbira usanete kumbira) Ndati gogodza (gogodza ramba uchigogodza) Kumbira (kumbira ramba uchikumbira) Vanotsvaga (hayiya-iya inga vanowana) Kumbira (kumbira usanete kumbira) Mirapo gogodza -