Parikuda Munhu (Feat. Saintfloew)
Sorah Tmb
4:17vanhuwe ityai Mwari nekuti zvaari ndizvo zvaari i no worry handiite zvinhu zvangu ndirimuhurry nyangwe ndichiziva handina mari i will never worry i no worry handiite zvinhu zvangu ndirimuhurry nyangwe ndichiziva handina mari i will never worry ndichautora pacalvary ndopandicharova recovery asi ityai mwari ende muchaona pane boundary kuti apa panogara marosary saka ityai Mwari tendai Mwari nekuti muchanosvika pachikwangwari masvika pane chikwangwari Jehovah mundibereke kumusana itai mundiise muchari pachikwangwari masvika pane chikwangwari Jehovah mundibereke kumusana itai mundiise muchari i no worry handiite zvinhu zvangu ndirimuhurry nyangwe ndichiziva handina mari i will never worry i no worry handiite zvinhu zvangu ndirimuhurry nyangwe ndichiziva handina mari i will never worry Muchinge masvika pachikwangwari masvika pane chimwe so chikwangwari muvaudze kuti isusu tatoneta nekutambura we are tired of the sufferings bcoz taitodawo maofferings maofferings bear shellings money shellings kurarama life yekuti tinenge tichiti tazopocketer masheillings kuti tikwanise kuzoitisawo yedu mafeelings nekuti hativhiringe mafeelings i no worry handiite zvinhu zvangu ndirimuhurry nyangwe ndichiziva handina mari i will never worry i no worry handiite zvinhu zvangu ndirimuhurry nyangwe ndichiziva handina mari i will never worry kana takutaura zvekucalvary tinenge takuti ityai Mwari tinenge takutotaura kuti apa takutonyatsotaura kuti ndivo gona rinopfuura makona nehavi dzehari nyangwe zvikari zvekundari vanoziva Mwari kuti kare haagari arikare kana zvanetsa wudza Mwari i no worry handiite zvinhu zvangu ndirimuhurry nyangwe ndichiziva handina mari i will never worry no strings attached yeah clash don