Kuipa Chete

Kuipa Chete

Simon Chimbetu & Orchestra Dendera Kings

Альбом: Kuipa Chete
Длительность: 7:19
Год: 2012
Скачать MP3

Текст песни

Kuipa chete kumeso nokuti ndachembera nehurombo

Pese panotsvagwa muroyi, meso dzvoko dzvoko kwandiri

Kunyangara chete, kuipa, bveni haridye husiku

Pamunda uye wemurungu, ndaishanda kwemakore

Ndikanzi chera, ndocheraka nhai amaiwe
Ndogonzi rima, ndorimaka yuhwi amaiwe
Ndogonzi tema, ndotemaka ndini uyo
Ndichingodaro kwemakore, makore nemakore

Achizvitengera mombe, motokari nematarakita
Ayizvitengera mombe, motokari nematarakita
Ayizvitengera mombe, motokari nematarakita

Kuipa chete kumeso nokuti ndachembera nehurombo
Kunyangara chete, kuipa, bveni haridye husiku
Kunyangara chete, kuipa, bveni haridye husiku

Pamunda uye wemurungu, ndashanda kwemakore

Ndikanzi chera, ndocheraka nhai maiwe
Ndogonzi rima, ndorimaka yuhwi maiwe
Ndogonzi tema, ndotemaka ndini uyo
Ndichingodaro kwemakore, makore nemakore

Achizvitengera mombe, motokari nematarakita
Ayizvitengera mombe, motokari nematarakita
Ayizvitengera mombe, motokari nematarakita

Hoya, hoya, hoya, eh eh

Eh, eh, eh, eh, eh, i-i-i-i