Mudzimai
Simon Chimbetu & Orchestra Dendera Kings
8:09Gungano ramaita iri, pane vamwe vasipo Mabiko ataita aya, pane vamwe vasipo Kuguta kwataita uku, pane vamwe vasina Gungano ramaita iri, pane vamwe vasipo Mabiko ataita aya, pane vamwe vasipo Kuguta kwataita uku, pane vamwe vasina Tatadza kukanganwa isu, kukanganwa takoniwa Tatadza kukanganwa isu, kukanganwa takoniwa Jojo akasarako kusango Molly akasara ikoko Love akasarako kuhondo Jona akasara ikoko Mweya wadzungaira mweya Mweya wadzungaira Mweya wadzungaira mweya Mweya wadzungaira Mavaudza mai vake here Kuti mwana wenyu akashaya ikoko Akafira kusango kure Nyika dzisina naniko Mavaudza mai vake here Kuti mwana wenyu akashaya ikoko Akafira kusango kure Nyika dzisina naniko Makumbira kudzinza rake here Kuti tambirai mwana uyu kani Mupei pekugara azorore Igamba rehondo Makumbira kudzinza rake here Kuti tambirai mwana uyu kani Mupei pekugara azorore Igamba rehondo Mweya wadzungaira mweya Mweya wadzungaira Mweya wadzungaira mweya Mweya wadzungaira Makumbira kudzinza rake here Kuti tambirai mwana uyu kani Mupei pekugara azorore Igamba rehondo Mavaudza mai vake here Kuti mwana wenyu akashaya ikoko Akafira kusango kure Nyika dzisina naniko Makumbira kudzinza rake here Kuti tambirai mwana uyu kani Mupei pekugara azorore Igamba rehondo Mavaudza amai mavaudza Mavaudza amai vake here? Makumbira makumbira Makumbira kudzinza rake here? Mavaudza amai mavaudza Mavaudza amai vake here? Makumbira makumbira Makumbira kudzinza rake here? Mavaudza amai mavaudza Mavaudza amai vake here? Makumbira makumbira Makumbira kudzinza rake here? Mavaudza amai mavaudza Mavaudza amai vake here? Makumbira makumbira Makumbira kudzinza rake here