Ndosiya Ndavapedzera
Soul Jah Love
3:29Honoryry Chiabbab ba Kwandabva kure Concurring Soul jah love Zvandazofungiswa na boss teni Ndakumastandi Ndichavakao deni Aita kuti ndigoita mamwe mabasa mamwe andisinga gone Nhamo Hupenyu wacho wakuita kuti zvinhu zvese zviindike Ndati ini kokanai Mese foneranai Hama dzese unganai Mumbosvika pano Toda kumboponda nhamo Tisvike kumagumo Hatichamuda pano Vachazotaura dzavangano Ndati kokanai Mese unganai Hama dzese foneranai Mumbosvika pano Toda kumboponda nhamo Hatichamuda pano Hatichamuda pano Iye nhamo Ndati ini foneranai Mese kokanai Hama dzese unganai Mumbosvika pano Toda kumboponda nhamo Hatichamuda pano Vachazotaura dzavangano Dzavangano ndati kokanai Hama unganai Mese foneranai Toda mumbosvika pano Toda kumboponda nhamo Hatichamuda pano Tisvike ka kumagumo Ah kumagumo Huuu hahaha