Chakwi
Stella Chiweshe
7:14Kwakanga kuri kuseniseni Kuseniseni Kwakanga kwava kuseniseni Mbira yakanga yarira Ichifamba nerumvu Ichiyenda kundosvikira pakamba yamapurisa Makore ekuma 1963 Arm in charge akati "What is that? I hear mbira, mbira coming from that village Could you please go there, and tell them to stop it Go and stop it" Yes sir, yes sir! It was ten kilometers away from the camp And someone was coming from mbira, mbira Kwakanga kuri kuseniseni Iye ndiye teka, teka, tekaire, tekaire, teka, teka Teka, teka Tiri kukurukura zvedu handiti Paakangondoti muchivanze maaridzi kuti pfocho Nemajombo kushinga kuti mudariro, kuti dhii Zvikati zvahakana natateguri vake Tateguri vakati ko aya majombo, ko ichi chii Vakati ko ichi chii Kuti katanuri, kuti katanuri, haa, haa, haa Vakati tinoera Shava Ndiri ndega ndega Kuri kuseniseni Isu vana gwenyambira hatitarise vanhu mumaziso Tinotarisa chete nechekutsoka uku Kuti rikiti, rikiti, rikiti, rikiti, rikiti, rikiti, rikiti, rikiti Tati, tizviti, titi, titi, titi Tari, tari, tari, tari, tari, tari Dhidhi, dhidhi, dhidhi, dhidhi, dhidhi Vana vose vademhe Nekuti isu ndisu vateuri, vakuru Vanyai, vapasi Vatumwa, vanachinyerere Vanarisirete Tarisa kumakumbo uku Rikiti, rikiti, rikiti, rikiti, rikiti, rikiti, rikiti, rikiti Tari, titi, titi, titi, titi Ndisu vashumiri kuvashumiri vamambo Chinyararise, mbira Asekuru vaya vasvika pano vamubhurakwacha vakaendepi Rakabuda zuva Kwakanga kuri kudare kwavashe vaNepasi uko kwaChikwanga Ari makare kare mwachewe Pasi pachigerike Tichizwa zvaireketa shiri iyo neyoyo Kuti iyo shiri iri kuti zvakati Kuti chamupupuri chareva zvakati Kumhanyira kudare Nenguva Kusingaere